Akadonha nyoka achinamata

Blessings Chidakwa ari kuGWERU — MHOMHO yevanhu vaive pakati pekunamata pane rimwe sowe panzvimbo iri pedyo neMkoba Teachers’ College, kuGweru vakaita chitsoka ndibereke mushure mekunge mumwe mukadzi adonhedza nyoka yerudzi…

Kuchipa kunge bhero remaBra

naIgnatius Mabasa — IKO zvino ndave kuziva kuti kusvikirwa kwakafanana nekusvibirwa. Dhiginiti (chiremera) yese nerugare zvinopera. Wivhi inonyanduka zvekuti munhu anosara ati mvirinyinyi sehuku yaiswa mumvura inopisa kuti iwundurwe.

Mumba hamuna chinonzi rudo

Munyaradzi Gunduza DETEMBO: KUMBA KWEDU Mudetembo rinonzi Kumba kwedu rakanyorwa naMacheka, nyanduri ari kushungurudzika nekushaikwa kwerudo mukati memba yavabereki vake, asi vachigara pamwe chete semudzimai nemurume vakaroorana.

State suspends GPR mining operations

Business Writer Global Platinum Resource, a joint venture platinum mining company between Government and Chinese firm, WanBao Rexco, has suspended operations due to serious internal bickering over alleged abuse of…

‘Vana ngavaite E-learning’

Daphne Machiri — ZVAKAKOSHA kuti vana vechikoro, zvikuru vegwaro reECD, vadzidziswe makombiyuta kuburikidza nechirongwa cheE-learning kuitira kuti vakure vachifambirana nenguva.

‘Kazvionera pamhuno sefodya’

Munyori weKwayedza MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti muporofita wekunopinda mubako rinoyera ndokuzonamiramo akazvionera pamhuno sefodya.

Chitsunge pachiNdau

NDAUWE ndauwe! Vhiki rakapera takareketa ngemadimikira. Pane pendakati ndaa pakati pemasoko angu, ndochooreketa ndimbuya Enesi Tuso ngendaa yengano. Nyamashi ndakumana nawo echibve kusaa iyo kwaNyazvituri.

Mhando dzegomarara remuropa

SVONDO radarika, takakupai ruzivo maringe negomarara remhando yeNon Hodgkins Lympoma rinova rimwe remakomarara emuropa.

Tsumo dzine hudzamu

Ticha Danga  — CHAKADEPOWO here kuita nhekwe yejira. Ko ndiniwo here ndakaita kuti jedye ridamburwe muswe. Wabva waiitawo womutowa kuti kumwe kwakaoma kumwe kunyoro. Ichokwadi kuti muto wokupungurirwa haupedze sadza.…

Hilarious jokes, memes viral video, social media and economy

Tinashe Nyamunda There is an interesting trend in Zimbabwe where people tend to make light and reduce to memes and jokes otherwise depressing economic issues in Zimbabwe. Remember the fuss…

×
×