Changamuka mhani iwe!
MAZUVA ano n’anga nemaporofita vawandisa zvekuti hapachazivikanwa vari pachokwadi nevanonyengedza vanhu. Mabasa avanobata ndiwo anovapupurira. Kune zvimwe zviri kuitiswa vanhu nemaporofita nen’anga zvinokunda ngoma kurira.
mudzimai wemuroja mufoni ya’landlord’
. . . asina kana kupfeka Muchaneta Chimuka — MIFANANIDZO yemukadzi weroja ari musvo iyo yakawanikwa munharembozha yemurume anova muridzi wemba uye ane mudzimai yakonzeresa mumusha weCaledonia, pedyo neTafara, muHarare.
Vatambi vekunze kweZim, Epoupa ishasha hake asi . . . haasvike pana Mankinka
Abel Ndooka — KUUYA kwakaita Christian Epoupa kuchikwata cheDynamos FC kwakambosiya vatsigiri vazhinji venhabvu vachikwenya misoro vachiti mutambi uyu ndeupi uye ane tarenda here rinogona kuti atambire DeMbare?
Gadziriro yemwaka wa2017-18
Simba Gotosa — VARIMI, igaroziva kuti munogara muri pasi-pasi pemoyo yedu isu vekambani yenyu yeSeed Co. Ndosaka taona zvakakodzera kuti tirambe tichikuyeuchidzai magadziriro atingaita mwaka uno. Zvinogona kuti mumwaka wapera…
Ndirwo rudo . . . ‘ndakakambura tsvina yakaitwa namadhamu’
‘. . . ndiko kuti asaite zvikomba’ Kingstone Mapupu — MURUME wekwaSeke ari kudura pasina kana kunyara kuti svondo rapera akasvika pakukambura kudya tsvina yakaitwa nemudzimai wake iye achiona semhiko…
Vopomerwa kuponda ‘tsotsi’
Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vanova mukoma nemunin’ina vakamiswa mudare reHarare Magistrates’ Court vachipomerwa mhosva
Mabumbe: Nyama pachezvayo
KUBVIRA makare-kare, vanhu vaifarira chikafu chemabumbe zvikuru.
Sekuru Banda pindirai: Mahwindi
Kingstone Mapupu — N’ANGA yemuHarare — Sekuru Kamwelo Banda — svondo rapera “vakakonzeresa” pachiteshi chinokwirirwa makombi nemabhazi chepanaSimon Muzenda Street, muguta reHarare apo vakamomoterwa nemahwindi nevamwe veruzhinji vairatidza
Akarova nekubira mupurisa
Muchaneta Chimuka — MUMWE mutyairi wemotokari ari kupomerwa kurova mupurisa anoshandira mumugwagwa pamwe nekumubira $65 apo akanga asungirwa kusatevedzera mitemo yekufamba zvakanaka mumugwagwa.
NSSA in costly Boob…Authority moves to avoid $600 000 payout…In talks to reinstate ‘fired’ employee
Business Writers The National Social Security Authority has obtained a stay of execution in the case where a former employee had obtained a default judgment, which entitled him to attach…











