Koshesai tarenda: Madinda
Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa ichitamba nhabvu kuzvikwata zvinoti Highlanders nemaWarriors – Madinda ‘Khathazile’ Ndlovu – anoti vatambi vari kusimukira vanofanirwa kuzvininipisa pamwe nekusatungamidza mari mberi kana vachida kusvika kure
Kabhichi inyama pachayo
Muchaneta Chimuka KABHICHI muriwo une utano uye unonaka zvikuru zvekuti munhu anogona kuzviruma rurimi kana ukabikwa zvine hunyanzvi.
Mabasa emawoko paEmerald Hill
Muchaneta Chimuka — CHIKORO cheEmerald Hill School for the Deaf, icho chiri muHarare uye chichifundisa vana vasinganzwe nevasingagone kutaura chava kufambirana nechirongwa chegwaro idzva redzidzo reNew Curriculum kuburikidza nekufundisa vana…
RioZim shortlist two for $1,5bn power station
Golden Sibanda Riozim may be close to a breakthrough that has eluded it over a long time, as it emerged that it had shortlisted two prospective foreign investors interested in…
Vela dismisses ‘NSSA crisis’
THE last three weeks or so, have been testing for National Social Security Authority (NSSA) board chairman Robin Vela and general manager, Elizabeth Chitiga. The duo has been
Adzimai pfacha baba vari musvo kushamwarikadzi
Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare redzimhosva vakashaya neremuromo apo mumwe mukadzi anoti akabatikidza murume wake ari musvo kumba kweshamwarikadzi yake ndokumuzvuzvurudza achida kuti vadzokere vose kumba kwavo.
Bhizinesi remabanana radzikira
Kingstone Mapupu — VARIMI vemabanana vekuHonde Valley kuNyanga, kuManicaland vanoti mitengo yechirimwa ichi yadzikira zvikuru kana vachienzanisa nemakore adarika izvo zviri kudzorera bhizinesi ravo kumashure.
Ngozi yenyoka tugu mudare
— ‘Imi neni tichapedzerana’ Kingstone Mapupu — NGOZI yemurume aiva mushandi wepamusha weimwe mhuri igere kwaSabhuku Nyatwe, kuVillage 54 kwaMambo Mutasa, kuNyanga yakabuda mudare ramambo veko svondo rapera ichitaura kuti…
Chibage che’Orange’ chotora mukombe
Lawrence Mjere — RUZHINJI rweZimbabwe kumatunhu akasiyana rwava kurima nekudya chibage che “Orange” icho chine kudya kweVitamin A kune utano. Chibage chine ruvara rweorange ichi chakauchikwa zvine unyanzvi hwepamusoro chichiwedzerwa…
Kupupura nhema . . .
‘maporofita ari kutenga vanhu’ — ‘Vodzidziswa zvekuita kumasowe’ —‘Inyaya yekutsvaga mukurumbira’ Muchaneta Chimuka — NYAYA yemabhidhiri — yevanhu vanonzi vanobhadharwa nemaporofita, maprophets nen’anga vane mukurumbira muZimbabwe kuti vereurure kana kupupura…










