ticha akatyora mwana ruwoko
Kingstone Mapupu — MWANASIKANA wepachikoro cheSaruwe Secondary School, kuSelous anoti akazvambaradzwa kurohwa nemudzidzisi wake zvekusara atyoka ruwoko rwerudyi — izvo zvamutadzisa kunyora bvunzo dzeO-Level dzeZimbabwe School Examinations
Iva hurudza ne11 Ton plus Club
Daphne Machiri — KAMBANI huru uye iri nyanzvi munyaya dzekuuchikwa kwembeu munyika muno, yeSeed Co Zimbabwe yakatunzvaidza varimi vakakohwa pakuru pasi pechirongwa chayo che11 Tonne Plus nekuvapa mibairo yakasiyana.
‘Ndaoneswa chitsvuku’
Lizzy Mushoriwa — VAMWENE vekugara vachioneswa ndondo yekutukirirwa nemuroora wavo achibatsirana nehama dzake vakazopotera kudare redzimhosva vaona kuti zvanyanyisa.
Akarohwa asvikirwa parufu
Freedom Mupanedemo ari kuGWERU — MUKADZI wekuDorset, kuGweru svondo rapera anonzi akasvikirwa nemweya ari parufu ndokutanga kuumburuka achidaidzira kuti ndiye akange auraya mushakabvu uye aida kudya nyama yake izvo zvakaita…
$300m more bond notes month end
Business Writers The Reserve Bank of Zimbabwe (RBZ) is set to introduce a new $300 million export incentive facility at the end of this month, as it accelerates efforts of…
Gold miners rake in $31m from incentives
Business Writer Gold miners – both large and small-scale – have raked in almost $31 million from the export incentive introduced by the Reserve Bank of Zimbabwe (RBZ) in May…
Zim to apply for Sadc special derogation
Golden Sibanda Zimbabwe has secured permission from Sadc to apply for special derogation (exemption) to defer compliance with some of the regional body’s trade rules, which requires it to phasedown…
OK Zim revenue up 22,6pc
OK Zimbabwe’s revenue for the half year period to 30 September 2017 increased 22.6 percent to $268 million compared to $218.6 million same period boosted by additional stores and the…
Delta’s market value rises to $4bn as ZSE continues to rise
Business Writer The Zimbabwe Stock Exchange clocked 15 billion market capitalisation this week as stocks continued their upward trend week-on-week after it added 1,31 percent for the week toWednesday November…
Maporofita otenga vanhu kuti vapupure nhema
. . . voita mari nemabhidhiri ‘. . . sewe Mapupu uchafa nepfuti’ Kingstone Mapupu — MAPOROFITA nen’anga vane mukurumbira munyika muno vari kupomerwa kushandisa vamwe vanhu — avo vavanobhadhara…











