MAONERO EDU: Imiwe, cholera inouraya zvedi

Chirwere checholera chanyuka zvakare munyika muno. Kusvika pari zvino cholera yatora upenyu hwevanhu vana kuChegutu izvo zvaita kuti Hurumende itore matanho akasimba ekudzivirira kupararira kwechirwere ichi.

Great signature

Nhlalwenhle Ncube MANY women feel paranoid about how they smell down there! Everyone should have a great signature by keeping her vajayjay intact and smelling good.

Hurumende yovandudza madiridziro

Tandayi Motsi Hurumende iri mushishi kuvandudza zvirongwa zvemadiridziro munyika yose nechinangwa chekuti varimi vawane mvura yekushandisa inokwanirana zvichitevera kusanduka kuri kuita mamiriro ekunze  apo dzimwe nguva mvura isiri kunaya zvakaringana.

Monetary Policy set for early February

Happiness Zengeni In Davos, Switzerland The Reserve Bank of Zimbabwe is set to deliver the 2018 Monetary Policy Statement (MPS) early in February after central bank Governor Dr John Mangudya…

Potraz yoparadzira ruzivo rwekombiyuta

Malven Mugadzikwa Postal and Telecommunications Regulatory Authority of Zimbabwe (Potraz) inoti yakazvipira kuti vagari vekumaruwa vawane mukana wekushandisa dandemutande mukutsvaga ruzivo rwakasiyana pamwe nekufambisa mashoko kuburikidza nemakombiyuta.

Vasikana vakatsvunha

Muchaneta Chimuka Vanasikana vakanyora bvunzo dzeA-Level dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rapera vakapasa nechikamu che89,6% kudarika vanakomana avo vakapasa nechikamu che84,7%.

Mabikirwo echimikuyu chine dovi

Chimukuyu chenyama yemombe chinofarirwa nevazhinji uye chinopa utano.  Munzvimbo zhinji dzisina magetsi sekumaruwa, vanhu vanogona kuomesa kana kusasika nyama yemombe nyoro kuti iite chimukuyu vachizoichengetedza nyore uye kwenguva refu.

Man divorces wife over childa��s rare disease

Freedom Mupanedemo A Zvishavane man has allegedly divorced his teenage wife after their first child developed a rare disease which he blamed on the wife.

Nhabvu izere nechitsotsi: Pasuwa

Abel Ndooka Aimbove murairidzi weDynamos FC nemaWarriors, Kalisto Pasuwa, anoti bhora remuAfrica rizere nekubirira ndosaka zvimwe zvikwata zvisingakwanise kusvika kure mumutambo uyu.

Cholera: Govt to monitor funerals

Thandeka Moyo, Health Reporter HEALTH and Child Care Minister Dr David Parirenyatwa has said people should notify health officials of any public gatherings including funerals so that measures can be…