Madora ane dovi iwe!
ZVIRI MUGAPU NA MUCHANETA CHIMUKA MADORA ane dovi kudya namambo chaiko kana usavi uhu huchinge hwabikwa zvemandorokwati uye kunopa utano hwakanaka kumuviri.
Family dumps corpse at in-laws’ homestead
Sukoluhle Ndlovu A family from Gurajena Village under chief Nemangwe in Gokwe dumped the body of their daughter, at their in-laws’ homestead, demanding three cows for lobola before burial.
‘Zupco yatirerutsira’
l ‘Mahwindi rovai pasi’ l ‘Wanzai mabhazi makuru’ Ashley Muchamiri naMilcah Nhakura VERUZHINJI vari kurumbidza danho rakatorwa neHurumende rekuunza mabhazi makuru ekutakura vanhu pakuenda nekudzoka kumabasa nedzimwe nzendo vachiti izvi…
Sala’s haunting WhatsApp messages before his plane disappeared on Sunday
EMILIANO SALA sent haunting voice messages to friends shortly before his plane was lost over the English Channel.
Journalist nails Biti; Kunaka remanded
A journalist with a local radio station yesterday told a Harare magistrate that MDC-Alliance principal Tendai Biti unlawfully announced false results for the 2018 presidential election at a press conference at the opposition party’s headquarters in Harare.
Tsigirai varimi vedonje zvizere: Cottco
Tawanda Mangoma ari kuCHIREDZI KAMBANI yeCotton Company of Zimbabwe (Cottco) yoshoropodza zvikuru mamwe makambani anopa varimi makondirakiti asi ozovasiya vari pamhene kuburikidza nekusazadzikisa zvivimbiso zvawo zvakadai sekuvapa mbeu yekuti vadyarure,…
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
B-Metro Comment: Transport system needs urgent rethink
The recent protests in the main cities of Zimbabwe laid bare the need to have a viable public transportation system.
Gatland otarisira kurairidza England
WARREN Gatland (55) ari kutarisira kurairidza England pabasa rake rinotevera mushure mekunge World Cup ichangopera, ombomisa hurongwa hwekudzokera kuNew Zealand kunozorora mugore ra2020.









