Byo cricket action kicks off

 Fungai  Muderere FOLLOWING the disturbances that punctuated the country a fortnight ago, Bulawayo Metropolitan Cricket Association’s First, Second and Third Leagues’ action resumes on Saturday.

O-LEVEL — Manyambiri: Nhoroondo yemunyori

Munyaradzi Gunduza NHOROONDO yemunyori inokosha zvikuru pakunzwisisa chinyorwa chake. Izvi zvinodaro nokuti munyori anogona kuratidza zivo yake maererano nenzvimbo yaakambogara, zvakamboitika kwaari, zvaakanzwa munhoroondo yedzinza rake, makuriro ake, zvinhu zvaakasangana…

Court sets aside chiefs’ ruling in cow death dispute

Sukulwenkosi Dube-Matutu  A VILLAGER has appealed to the court against a ruling that was made by Chief Mathema from Gwanda ordering him to return a beast that he had been…

Anobvisa hembe

Tatenda Shuro MUKADZI wekuDzivarasekwa 3, muHarare, anoti murume wake ane katsika kekuti kana achinge ashatirwa, anobvisa hembe dzake dzose osara ari musvo apo anotanga kumutuka zvinyadzi pajekerere. Sinfree Tapera akamhan’ari…

Facebook’s plans face blockage in EU

Facebook’s plans to integrate the messaging functions of Instagram, WhatsApp and Messenger could be blocked in the EU by the region’s privacy laws.

Ozvambaradza mukadzi

Tatenda Shuro VANHU vaive mudare vazoshamisika apo mumwe mudzimai akati kana murume wake achinge agumburwa neshamwarikadzi yake, anopedzera shungu kwaari achimuzvindikita. Ellah Mwanza anogara kuDzivarasekwa, muHarare, akaendesa murume wake Philemon…

Kutsvaga problem asi uriwe problem yacho

IMBWA HAIHUKURE SADZA: naIgnatius Mabasa KANA ukarota hope uri zvausiri, usasuwe nekuti warota uri zvausiri. Zvauri unozviziva, zvausiri unozviziva. Muka urambe zvausiri, utaure zvauri. Muka urarame hupenyu, kwete hope. Funga pamusoro pezvinhu…

Woman converts son into snake, keeps him in bucket

Michael Magoronga A WOMAN from Gokwe named a snake after her late son Tanaka and kept it as her good luck charm and child.

Soccer star of the year finalist goes AWOL

Raymond Jaravaza STILL basking in the glory of making it into last season’s 11 Soccer Stars of the Year finalists, Chicken Inn midfielder Innocent Mucheneka has gone AWOL – absent…

A-LEVEL — akanhonga vhunze nemuromo: Musoro webhuku

Munyaradzi Gunduza UYU mutambo wakanyorwa naBright Chimedza Mashayamombe ndokutsikiswa neveZPH mugore ra2015. Bhuku iri rine mapeji 84. Kupindirana kwemusoro webhuku nemutambo: Musoro webhuku uri kubuda zvine hungwaru uye zvinoda hudzamu…

×
×