Tichabatsira: President
MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChitatu chino vakashanyira nzvimbo dzakawirwa nenjodzi yemafashamu emvura yaive nedutu guru kuChimanimani nechinangwa chekuda kuona kuparadzwa kwakaitwa uye nekuti vanoda rubatsiro vayamurwe nekukasika.
Court throws out Mawarire application
A Harare magistrate has dismissed applications for refusal of further remand by #ThisFlag leader Evan Mawarire, Zimbabwe Congress of Trade Unions (ZCTU) president Peter Gift Mutasa and secretary-general Japhet Moyo.
Akatyora mukadzi mbabvu
MUKADZI wekuMabelreign, muHarare, akachema-chema mudare achiti anoda kuripwa zvirwere zvepabonde izvo akazadzwa nemurume wake pamwe nembabvu yake yaanoti akatyorwa achirohwa.
ZRP bans carrying of weapons
The Zimbabwe Republic Police has for the next three months prohibited the carrying of weapons by members of the public, as use of the dangerous weapons in criminal activities surges.
Zim, S. Africa increase collaboration on migration
Zimbabwe and South Africa have increased collaboration on the management of migration and repartition of children across their border through the Cross-border Coordination Committee for Unaccompanied and Separated Migrant Children, an official has said.
Hakuna chisina muridzi
HAKUNA chisina muridzi. Zita rine muridzi, nemuridzi wezita ane varidzi. Kunyepa kuye kana tichinzwa kuti kune vana vasina anababa.
Murume pfacha mukadzi aine chikomba mudondo
MUDZIMAI ange akaroorwa mubhuku raChitsa, kwaBushu, kuShamva, anonzi akazviuraya nekunwa muchetura nekuda kwenyadzi mushure mekuwanikidzwa nemurume wake ari musango achidya nyika rutivi nechikomba.
We must all remain optimistic
As the dark cloud filled with grief and shock overshadowed the Southern Hemisphere in the recent past following the devastation by the unkind Tropical Cyclone Idai which ravaged parts of our great nation of Zimbabwe along with Malawi and Mozambique, we must as a people remain optimistic about our present and the future.
JOHANNESBURG. — A total of 49 South African political parties on Wednesday signed a pledge to conduct themselves according to the law as they campaign and prepare for the May 8 elections.
BEIJING. — China reiterated its stance on China-Africa cooperation on Wednesday, calling for more countries to think highly of Africa.
Vovakirwa chikoro chitsva
VAGARI vekupurazi rakagariswa vanhu patsva reHarveydale riri kuRuwa, kuGoromonzi, vanoti vari kufara zvichitevera kuvakwa kwechikoro chitsva chesekondari neHurumende sezvo vana veko vachinzi vanga vachitambura apo vanofamba nzendo refu kuenda nekudzoka kuchikoro.



