Zim yonopakura ruzivo rweropa
Muchaneta Chimuka SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) rakasarudzwa pakati pemamwe masangano emunyika nhanhatu pasi rose kuti ringe richinopakura ruzivo maererano nekupa uye kugadzirwa kweropa nenzira inoita kuti risave nenjodzi…
Kungozvibata kwakakosha
SVONDO rino tine nyaya inopa chidzidzo kuruzhinji, kunyanya kuvanhurume, yemurume ane sikarudzi yake yakatsakatika mushure mekunge asasana nemukadzi waakangosangana naye mubhawa. Mukubuda kwenyaya iyi, zvinonzi murume uyu ainwa doro aine vamwe…
Madora kudya kune utano
MADORA kudya kune utano sezvo kuine mapuroteni akawanda uye kunotora nguva refu kusati kwaipa. Svondo rino Tafadzwa Kufa wekuZaka, mudunhu reMasvingo, anotsanangudza mamwe mabikirwo emadora zvine hunyanzvi. Zvinodiwa: Madora, munyu,…
Musandikuvadze: Jabu Ndunge
Kingstone Mapupu MWANAKOMANA wen’anga yekuChipinge iyo yaiva nemukurumbira, mushakabvu Sekuru Charles Makhuyana Ndunge, ari kuchema-chema zvichitevera kubuda kwakaita nyaya yekuti baba vake vakasiya gwaro (list) rine mazita evanhu vose vavakashandira…
Maid lures lover for sex with stolen wine
Gibson Mhaka A MAID in Chipinge was reportedly involved in an ugly spat with her employer when she stole her three bottles of Green Valley wine and used them to lure…
Lancashire Steel deal collapses
Bulawayo Bureau A DEAL in which Indian firm, Whinstone Enterprises, was set to pour in funding into Lancashire Steel in a joint venture arrangement, has crumbled after the firm failed…
‘Bhudhi vanondirova vakandisunga’
Milcah Nhakura MUMWE mupurisa akaendeswa kudare nehanzvadzi yake achipomerwa kuti anomurova senyoka yapinda mumba apo anenge akamusunga nengetani dzebasa uye kumudzinga pamba penhaka yavakasiirwa nevabereki vavo. Catherine Magogo akamhan’arira Petros Magogo…
Paris protesters accused of storming famed hospital
The French government on Thursday accused radicals of storming a famed Paris hospital during a fiery May Day, in an incident that risks further raising tensions between authorities and a nationwide protest movement.
New attacks on Sri Lanka churches planned: Archbishop
Sri Lanka’s Catholic cardinal has received “foreign information” that attempts would be made this week to attack a church.
It’s all systems go for May 8 elections – IEC
The Electoral Commission of South Africa (IEC) says contingency plans are in place to curb anything that may hinder operations from running smoothly on May 8, the day when South African citizens head to the polls.











