ZGA 2020 calendar out

Takudzwa Chitsiga Sports Reporter THE Zimbabwe Golf Association have released the 2020 calendar with several high-profile matches lined up for local amateurs. The season will start as early as February…

unhonga vhunze nemuromo kudii?

Munyaradzi Gunduza UYU mutambo wakanyorwa uri mururimi rweChiShona naBright Chimedza Mashayamombe ndokutsikiswa neveZPH mugore ra2015. Bhuku iri rine mapeji 84. Kupindirana kwemusoro webhuku nemutambo Musoro webhuku iri uri kubuda zvine…

Kugocha nyama yetoki

NYAMA yetoki mudya ndakasungwa chaiwo uye haingokaringwa bedzi mupoto asi kuti inogona kuitwa zvekugochwa kuitira kuti idyiwe isina mafuta akawanda. Svondo rino Samuel Dara wekuGwanda anotsanangudza mamwe magocherwo enyama iyi.…

Usangofunga kuti waroyiwa

SVONDO rino tine nyaya inoti kusetsa pamwe nekunzwisa tsitsi — nyaya yemumwe sabhuku wekuNyamandlovu, kudunhu reMatabeland North, uyo anonzi akadzipwa nenyama parufu zvikaita kuti azorwisa vamwe vanhu vemubhuku rake achiti…

Italian painters bring colour to gallery

Kundai Marunya Arts Correspondent Italian artists Benedetta Proto and Emiliano Antonelli are in the country restoring paintings in the National Gallery of Zimbabwe’s (NGZ) permanent collection, as well as bushman…

‘Usadanane nevarume vevanhu’

Nyasha Bvudzijena MUDZIMAI wemuHarare anoti akabviswa hembe dzose ndokusara ari musvo nemumwe musikana anova muvakidzani wake mushure mekunge amutsiura kuti asiyane nekatsika kekudanana nevarume vevanhu. Chipo Chari (57) akataura mashoko…

Yeukai vanotambura Kisimusi ino

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachena KUNE vana vazhinji vatokurira mumigwagwa yemadhorobha nemaguta emuno muZimbabwe, zvikuru muHarare. Vana ava vanobva kwakasiyana, vamwe vakatizwa nevabereki vatadza kuvariritira, vamwe inherera. Asi chikuru chatinoziva ndechekuti…

Gold prices gain

Gold prices inched up yesterday after the US House of Representatives voted to impeach President Donald Trump on articles of abuse of power and obstruction of Congress.   

Man arrested for killing and mutilating two friends

A KwaZulu-Natal man has been arrested for the brutal murder and mutilation of two of his friends. According to police, the 25-year-old man allegedly stabbed Democracy Nkululeko Zulu, 21, more than…

‘Ndichakudzika demo bedzi’

Nyasha Bvudzijena MUDZIMAI wechikuru anogara muHarare akasiya vanhu vaive mudare vasina neremuromo apo akati muvakidzani wake akaramba achipfuura nenzira iri pedyo nepamba pake anomudzika demo uye haana hanya nekuenda kujeri.…

×
×