Tsika, magariro zviri mumutauro

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachema SVONDO rino, rinova rechinomwe kubva patavamba chikuva chino, tinoda kutarisa mutauro mutsva wave kuwanikwa muvadiki vedu, zvikuru vagere mumadhorobha. Mutauro unoratidza hunhu nemagariro evanhu munzvimbo dzavagere.…

Mupositori akafira mugomo rinoyera

Kingstone Mapupu MUKOMANA wechidiki ainamata chechi yeJohane Masowe weChishanu aigara kuEpworth ari kunzi akafa rufu rwunorwadza apo akadonha pamusoro pechikomo chinonzi chinoyera ari pakati pekunamata. Tsaona yemusi wa24 Zvita iyi…

Mhirizhonga muzvikoro yorwiswa

Muchaneta Chimuka HURUMENDE — ichishanda nesangano rinotsigira dzidzo yevanhukadzi reForum for African Educationists Zimbabwe Chapter (FAWEZI) — yakaparura chirongwa chemakore maviri icho chine donzvo rekurwisa nyaya dzemhirizhonga muzvikoro. Chirongwa ichi…

Voronga kusimudzira netball

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenetball, Perpetual Siyachitema, anoti iye nevamwe vakambotamba mumutambo uyu vane hurongwa hwekuusimudzira nechinangwa chekubika vatambi vechikwata chenyika chemaGems chemangwana. Siyachitema vazhinji vanomuziva nechiremerera chaakapihwa icho…

Comair director resigns

Another long-standing director of aviation company Comair has announced his resignation. Following the resignation of Rodney Sacks late last month, Comair announced on Tuesday that Martin Moritz has resigned as…

Lebanon receives Interpol arrest warrant for Ghosn

BEIRUT/TOKYO. – Lebanon received an Interpol arrest warrant yesterday for fugitive former Nissan boss Carlos Ghosn, while Turkey launched an investigation into his daring escape from Japan.

Madingindira ari mumutambo

Munyaradzi Gunduza MADINGINDIRA anobuda mumutambo uyu: Hukama: — Hukama hunoburitswa sechinhu chinosunganidza vanhu veropa rimwe chete. Kudhonzerana kwese nematambudziko ari kuwira vanhu mumutambo uyu kuri kukonzerwa nekukosha kwehukama. Cindy anenge…

Rand firms

JOHANNESBURG. — South Africa’s rand firmed marginally yesterday, with sentiment towards emerging markets broadly boosted by US President Donald Trump’s announcement on the signing of a trade deal with China,…

Akazvisungirira nechiwepu

Muhamed Komboni MUKADZI anogara mubhuku rekwaChaire, kwaMambo Nyashanu, kuBuhera, akazoonekwa atova chando nemusi weMuvhuro wadarika apo akazvisungirira nechiwepu chekutyairisa mombe mushure mekunge apopotedzana nehanzvadzi yake. Jane Sundirayi (35) anonzi akazvisungirira…

Peturu ya2019 yapera ndava kusvika

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa KUPERERWA nezvaunenge uchida kunorwadza. Ndakapererwa nezvinhu zvakawanda muhupenyu. Ndakapererwa nebasa. Ndakapererwa nemari. Ndakapererwa nemazano. Kupererwa kunopusisa, kunofanana nekunwa doro asi worega kudhakwa. Asi kupererwa negore…

×
×