Pedzai huwori muzvikoro
ZVIKORO zvakavhurwa nemusi weChipiri chino paine kunyunyuta kukuru kubva kuvabereki nevana pamusoro pemafambisirwo ari kuitwa basa nezvimwe zvikoro, zvikuru pakutsvagwa kwenzvimbo dzeGiredhi 1 neFomu 1. Vabereki vakawanda vari kuchema-chema kuti…
Votongerwa kugara nenyoka
Abel Zhakata DARE reMutare Magistrates Court svondo rapera rakatara musi wa4 Kukadzi sezuva richatanga kutongwa nyaya yevakadzi vaviri vanonzi vakabatwa vaine mukweshwa weshato mune imwe hotera. Vaviri ava vari kupomerwa…
Dr Malinga’s water park opens!
DR Malinga is a man of many talents, and making people happy is very close to his heart. That’s why he’s opened Lingas Resort, a water park in Soshanguve, north…
Nzwisiso nepfupiso
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino muchaverenga ndima yenzwisiso mugopindura mibvunzo inotevera. Maverenga nzwisiso, munofanira kutumira mhinduro dzenyu dzamunofunga kuti ndidzo dzinopindura mibvunzo iyi. Vana vechikoro chete kubva pafomu 1 kusvika 4…
‘Baba vanondituma kugirlfriend’
Muhamed Komboni ari kwaMutare MUKOMANA anogara kuHobhouse, kwaMutare, akamiswa mudare reko achipomerwa mhosva yekuparadza motokari yababa vake zvikaita kuti ipwanyike girazi remberi mushure mekunge anetsana navo pavaiva vamutuma kuti aende…
Zodwa not ashamed of her son repeating a grade
As schools opened on Wednesday, some children were carrying the “shame” of having to repeat a grade, instilled in them by their parents. However, Zodwa Wabantu has chosen a different…
Kurima sugar beans nemazvo
Wendy Madzura PANGUVA ino yemwaka, tinokurudzira kurimwa kwesugar beans nokuti imbeu inovandutsa utano kuburikidza nokuunza kudya kwemhando inovaka muviri (proteins). Sugar beans imbeu inobatsira pakuchengetedzwa kwenharaunda (sustainable agriculture) ichivandudza utano…
Tsiva yakandidzidzisa kuzvibata: Makumbe
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mutsiva yechidzimai, Diana Makumbe, anoti mutambo uyu wakamubatsira chaizvo kuti akwanise kuchengeta amai vake nevekumhuri yavo mushure mekunge akundikana kuchikoro. Makumbe, uyo parizvino ave muridzi wepembe…
Oputisa mukadzi nevana mbanje
Nyasha Bvudzijena MURUME anogara kuEast View, muHarare, akashaya pekupinda nenyadzi mudare apo akafumurwa nemudzimai wake kuti ane katsika kekumumanikadza vose nevana vavo kuti vagare mumba apo iye anenge achiputa mbanje…
Ndichiripo: Mablanyo
Abel Ndooka AIMBOVE murairidzi weDynamos FC, Lloyd “Mablanyo” Chigowe, anoti sangano rinotungamira nhabvu yemuno reZimbabwe Football Association harisi kunyatsoita basa rekusimudzira vechidiki vane tarenda remutambo uyu. Mablanyo — uyo akarairidza…










