AU reaffirms support for Somalia
The African Union has reiterated its resolve to support Somalia’s peace and security sector efforts towards ensuring stability amid the ongoing drawdown of the AU troops in the troubled Horn of Africa country.
Extra lessons: Vabereki vonyunyuta
Muchaneta Chimuka SANGANO reAmalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe (ARTUZ) rinoti zvakakosha kuti maticha atsigirwe kuti vakwanise kuita basa ravo nemazvo. Izvi zvakabuda pamusangano wakaitwa nesangano iri nevabereki kuChitungwiza svondo…
Imbozvitora selfie yemwoyo wako
naIgnatius Mabasa TOSE tine zvinhu zvinotifadza zvakanyanyisa zvekuti zvinhu izvozvo zvinogona kutipedzera nguva, kutipa misodzi, kana kutotiita setinopenga. Kune vanofadzwa nemimhanzi zvekuti vakatanga kutamba vanenge vachakwachuka gumbo vakasazvinzwa kuti radambuka. Vanotsika…
O-LEVEL: Zviperengo zvakanaka
SVONDO rino tichaita chidzidzo chiri maererano nekunyora zviperengo zvakanaka. Muchasiirwa basa rekuita iro munofanira kutumira mhinduro dzenyu dzamunofunga kuti ndidzo dzinopindura mibvunzo iyi. Vana vechikoro chete kubva paFomu 1 kusvika…
Jerusalema hit maker robbed at gun point
MASTER KG was lucky to escape with his life on Saturday after two tsotsis robbed him of R120 000. According to police sources the DJ and producer, whose real name…
Rina manyanga hariputirwe: BEMBERA PADARE
naWedzerai Nhemachena TICHIBVA muhurukuro yatakaita svondo rakapera “mbudzi kudya mufenje hufana nyina” apo taikurudzirana kusaita nhafu mudzimba dzedu, mumakambani atinoshandira, kana mukushandira nyika, takaparura nyaya inoti “rina manyanga hariputirwe”. Ichokwadi…
Steelmate: Your friend in steel
AS we try to ease the cash flow challenges that are being faced by our economy we now accept swipe on roofing sheets. Hurry and get all your roofing sheets…
Kudzora ndangariro
neZimpapers Knowledge Centre Chenji yanetsa kuKambuzuma (Kwayedza, 21 Chikumi 1985) VANHU vanonwa hwahwa mumabhawa ari murukisheni rweKambuzuma, muHarare, vari kunyunyuta. Vanoti vari kubirwa mari nemacashier emumabhawa eko. Cde Enos Muchaneta…
Serving soldier escapes court martial
Chronicle Reporter A SERVING member of the Zimbabwe National Army reportedly deserted the force is now on the wanted list after he was accused of supporting the opposition MDC Alliance.…
Joshua could have a ‘Rumble in the Jungle’
ANTHONY Joshua could follow in the footsteps of Muhammad Ali. Promoter Eddie Hearn has revealed Anthony Joshua could have his own ‘Rumble in the Jungle’. Hearn said he has held…





