Covid-19 disrupts H1 Turnall exports

Business Reporter LISTED building materials manufacturer, Turnall Holdings, suspended exports in the second quarter ended June 30,2020 resulting in the firm’s export volumes in the first six months of the…

Sango rizere nyama

MURUME wekuHwange, kuMatabeleland North, akabatwa nemapurisa eko, vamwe vake vaviri ndokutiza apo vakawanikidzwa vachisasika nyama yenhoro (kudu) nhanhatu dzavainge vauraya pamitariro musango.

Mushonga wekudiwa nevakadzi womunetsa

MURUME anogara kuMainway Meadows kuWaterafalls, muHarare, anoti ava kunetswa nemushonga wekuti adiwe nevakadzi nekumusimbisa musana uyo waakapihwa nasekuru vake asi zvino wava kumukonzera kuti adanane nemadzimai nevasikana vakawandisa zvekusvika pakumufinhura.

Zim Covid-19 deaths shoot to 222

Midlands Bureau Chief Zimbabwe now has 222 Covid-19 deaths after four people succumbed to the disease while 41 new cases were recorded yesterday. According to the Health and Child Care…

Huku yekuuraya munhu — Part II

MURIDZI wejongwe rehuku rinonzi rakaruma mudzimai wekwaChigodora, kwaMambo Zimunya, kwaMutare akazofa anonzi anofanirwa kumiswa mudare ramambo weko nekuda kwenyaya iyi.

Mapostori akaba chitunha

VARUME vatatu vemhuri imwechete vekwaMutambara, kuChimanimani, vanonzi vakabatsirana kuponda babamukuru wavo, ndokuzoba mutumbi wacho kumochari vachibva vanoutsveta kumba kwemushakabvu.

Akatiza mukadzi nevana 16

MUDZIMAI wekwaNembudziya, kuGokwe — uyo ane vana gumi nevatanhatu avo akabereka nemurume mumwechete — anoti upenyu hwamuomera zvisingai panguva ino apo veruzhinji vari kukurudzirwa kugara kudzimba senzira yekumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19.

Cosafa president expresses delight, gratitude to Uefa for Assist programme

Mehluli Sibanda, Senior Sports Reporter COUNCIL of Southern Africa Football Associations president, Phillip Chiyangwa has expressed his delight and gratitude after the organisation were recently the beneficiaries of the Union of…

Fastjet jumps to action, says ready to service local routes

Business Reporter LOW-COST airline, Fastjet Zimbabwe, has jumped into action following the Government’s decision to re-open the skies to allow domestic and international travel. After five months of no activity,…

Dairibord pursues merger/acquisition negotiations

Oliver Kazunga, Senior Business Reporter LISTED food and milk processor, Dairibord Holdings Limited, says it is still pursuing merger and acquisition negotiations with an unlisted entity and has warned shareholders…

×
×