Akashinha nechitunha
Kingstone Mapupu MURUME anogara kuMuguta Extension, kuEpworth — uyo anozvidaidza kuti “Bigman” — anonzi akaita chipini apo akashinha nechitunha chemusikana wechidiki mumba machaiva chakaradzikwa vanhu vaive parufu vachiona. Bigman —…
Vopumhana huroyi. . . Murume oti ndiwe, mukadzi achiti ndiwe
Gibson Mhaka MURUME wekuBulawayo ari kunetsana nemudzimai wake munyaya inoita kunge bhaisikopo apo vose vari kupumhana huroyi. Nkani Khoza — uyo anove muridzi wekambani inosona nekutengesa mayunifomu echikoro yeTotally Uniforms…
Wati wambodya rupiza?
NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho chinonzi chakakosha zvikuru pakuvaka muviri. Svondo rino Mbuya Mako Mulilo vekuBikita, kuMasvingo, vanorondedzera mamwe mabikirwo erupiza zvine hunyanzvi. Zvinodiwa: Makomichi…
Mwana (9) ari kushaikwa
Kingstone Mapupu MHURI inogara kuShackleton pedyo nemugodhi weAlaska Mine, kuChinhoyi, inoti yasvitsa mwedzi mina vasingazive kune mwanakomana wavo wemakore mapfumbamwe okuberekwa uyo anonzi akangonyangarika apo akanga ashanyira sekuru vake vanogara…
‘Zvakabva kudunhu, hwuishu’
Abel Ndooka SHASHA yetsiva nenhabvu yechidzimai — Patience Mastara — anoti mitambo yechinyakare yakaita sedunhu, hwishu nemafulawu zvakamurera kuti akure achifarira zvemitambo. Mastara vazhinji vanomuziva ari nyanzvi yakwanisa kumirira nyika…
Tichiri kuda kuenda kuCHAN: Zifa
Abel Ndooka MANEJA wechikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors — Wellington Mpandare — anoti vakanyorera kuHurumende vachikumbira mvumo yekuti vaende kuCameroon kunokwikwidza kumutambo weAfrica Nations Championship (CHAN) uyo unofanirwa kutanga nemusi wa16…
Experts foresee lockdown extension
Nqobile Tshili/Mashudu Netsianda, Chronicle Reporters HEALTH experts have said they foresee an extension of the 30-day lockdown imposed by Government over the weekend if people deviate from recommended guidelines meant…
Safety nets roll out for vulnerable families
Michael Magoronga/ Patrick Chitumba, Midlands Bureau GOVERNMENT in partnership with development partners is continuing to roll out relief programmes to cushion vulnerable families from hardships brought about by lockdown restrictions…
COMMENT: Govt leads in Covid-19 workplace safety
The Government is leading by example in promoting workplace safety amid the Covid-19 pandemic. To minimise the risk of exposure to the coronavirus among civil servants and decongest workplaces, the…
Bosso open election nomination process
Innocent Kurira, Sports Reporter HIGHLANDERS have opened the nomination process for its elections of a chairman, secretary-general and committee member. The nomination process closes on January 23. The elections will…











