‘Vatambi vetsiva changamukai’
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mutsiva — Alfonso “Mosquito” Zvenyika — anoti kusadzidza kuri kukonzeresa kuti vatambi vazhinji vemutambo uyu vabirwe mari dzavo nemapuromota nemamaneja vosara vasina chinhu. Mosquito anoti vatambi…
Rubatsiro rwechibage rwombomiswa
Munyori weKwayedza CHIRONGWA chekubatsirwa kwevanhu vanotambura nechibage chichambomiswa munaKubvumbi uye Hurumende ichapa ruyamuro kumhuri dzichatadza kuwana goho rakanaka mwaka uno apo nyika iri kurwisa chirwere cheCovid-19. Izvi zvakaziviswa negurukota revashandi…
Harare yavhurwa musika mutsva
Kingstone Mapupu ZIMBABWE Agriculture Show Society (ZAS) yakabatana nekambani yeeMkambo ndokuvhura musika mutsva unotengeserwa zvirimwa munhandare yeHarare Show Grounds senzira yekukamura varimi nevanotenga kubva kumusika mukuru weMbare. Izvi zviri kuitirwa…
Akatsika mwana nemota
Liberty Dube MUDZIMAI wekwaMutare akatsika mwana wake ange ave nemakore maviri ekuberekwa nemotokari netsaona apo aiifambisa achidzokera kumashure pamba pake nemusi weChishanu chadarika izvo zvakazoita kuti afe zuva rakatevera. Mutauriri…
BCC delays easing of water shedding schedule
Vusumuzi Dube, Senior Municipal Reporter THE Bulawayo City Council has further delayed the cancelling of the 72-water shedding schedule in the city after experiencing persistent power supply challenges at its…
Nhetembo
Susan Tembo Ruzhinji mamask marasira kure Kuapfeka kutya kusungwa Kwete kuchengetedza utano. Gurumwandira kuungana hamuchazezi Kuzora sanitiser kunenge kunetswa. Kudoti garai mudzimba, Zvitanda munzeve moisa. Muchiri kundiyeuka here? Makanganwa ini…
‘Zvikoro zvakagadzirira vana’
Nqobile Tshili HURUMENDE inoti zvikoro zvichashandisa ruzivo rwazvakawana gore radarika panyaya yekurwisa chirwere cheCovid-19 apo zvichavhurwa kuvadzidzi vose neMuvhuro unotevera. Zvikoro zvakatanga kuvhurwa nemusi weMuvhuro wadarika kuvana vari kunyora bvunzo…
Kukosha kwemvura mukurwisa Covid-19
Muchaneta Chimuka SANGANO reMiracle Missions Clean & Green, richishanda neCommunity Water Alliance (CWA), Spar nekanzuru yeHarare, nemusi weMuvhuro vakabatsira vagari vekuTafara neMabvuku nemidziyo yekushandisa pakurwisa chirwere cheCovid-19. Izvi zvakaitwa musi…
Ukasimudza mudzimai wasimudza nyika yose
Abel Ndooka SANGANO reWomen in Agriculture Union (WAU) riri kusimudzira vanhukadzi zvichitevera kudzorerwa kwavakaitwa kumashure nechirwere cheCovid-19 kuburikidza nemabhindauko anosanganisira kuvapa pachena nguruve dzokupfuya. Muhurukuro neKwayedza, Mai Olga Nhari –…
Akafa adutira kangopisa
Kingstone Mapupu MURUME wekuChipuriro, kuGuruve, anonzi akafa mushure mekudutira doro rakawandisa re“kangopisa”. Oliver Kanda (51) anonzi akabva pamba pake mubhuku raMumbamuchena nemusi wa15 Kurume nguva dzekuma4 kunze kwave kuedza achienda…











