Hondo yeCovid yosimbaradzwa
Munyori weKwayedza VANHU vashaya nekuda kwechirwere cheCovid-19 nyika yose kubva pachatanga kuonekwa muZimbabwe gore rapera vadarika 2 000. Zvisinei, Hurumende iri kusimbaradza zvirongwa zvinobatsira mukurwisa chirwere chanetsa pasi rose ichi…
Vakwegura vanoda zvinodziya – HAZ
Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira vakwegura, reHelpAge Zimbabwe (HAZ), nerinoona nezvekodzera dzevakura reOlder Persons Board anokurudzira kuwaniswa kwembatya dzinodziya nekudya kwakakodzera kuvanhu ava munguva ino yechando zvichitevera kukwira kuri kuita vanhu…
‘Mogarisana zvakanaka’
Kingstone Mapupu MAMBO Negomo vekuChiweshe, kudunhu reMashonaland Central, vari kutsiudza nekuudza veruzhinji panyaya dzekushungurudzana mudzimba panguva ino yekurwisa chirwere chanetsa cheCovid-19 vachiti pfungwa dzose dzevanhu dzinofanirwa kuva pachinangwa chimwe chete…
Mwana wekutsvira mumba akavigwa
Muchaneta Chimuka MWANA wekutsvira mumba kuUnit O, Extension, kuChitungwiza nemusi weChitatu svondo rapera akazovigwa neMuvhuro uno kumakuva ekuNyatsime Cemetery, ikoko kuChitungwiza mushure meongororo yakaitwa pamarangwanda ake zvikaonekwa kuti zvedi akafa…
‘Tasunga 790 000’
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu vanokwana 789 849 nekuda kwemhosva dzine chekuita nekutyora mitemo yeCovid-19 kubva mumwedzi waKurume 2020 kusvika zvino. Mashoko aya akataurwa nemutauriri…
Vanhu tevedzai mutemo – ZRP
Muchaneta Chimuka MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vari kuyambira veruzhinji kuti vatevedze mitemo yose yakadzikwa neHurumende mukuedza kumisa kupararira kweCovid-19 vachiti vari kushushikana zvikuru nevanhu vari kuramba vachityora mitemo iyi…
‘Kashinda kandakapihwa nen’anga kava nyoka’
Kingstone Mapupu MURUME wepapurazi reElstone Estate kana kuti Konzi Farm, pedyo nedhorobha reNorton, apatiswa musha zvekugara musango achitiza nyoka yaanoti inomunanzva uyewo nechipoko cheaiva shamwarikadzi yake yakashaya icho chaanoti chinomurova…
Vakwegura vari panyatwa
Muchaneta Chimuka VANHU vakwegura vanonzi vari panyatwa huru yekubatwa nechirwere cheCovid-19 zvichitevera kuderera kwemasoja emiviri yavo izvo zvinoita kuti vave nyore kubatwa nezvirwere nokudaro zvakakosha kuti vange vachidzivirirwa zvakasimba kubva…
Covid yauraya 97 musvondo
Munyori weKwayedza VANHU 97 vafa nekuda kwechirwere cheCovid-19 mukati memazuva manomwe – kubva nemusi weChina svondo rapera kusvika neChitatu svondo rino – izvo zvabva zvakwidza huwandu hwevarwere vashaya nedenda iri…
‘NDINOMUTSA AFENDA NEWETI’
Kingstone Mapupu MURUME anogara mumusha weMbare, muguta reHarare — uyo anozviti akatemerwa mushonga wemangoromera — anoti anopa mishonga yekurwa kune vanoida uye munhu wose waanorova anofenda zvekuti kuti amuke, ndokunge…










