Mwana akatetereka amai vaine chikomba
MUMWE mwana anonzi akatetereka akazowanikwa nababa vake ave kumapurisa mushure mekunge avharirwa panze munguva yeusiku naamai vake apo vaisanana nechikomba mumba.
Sangano rokurudzira kurimwa kwembesa diki
SANGANO rakazvimirira iro rinosimudzira nyaya dzekurima kunyika dziri kuchamhembe kweAfrica rokurudzira kurimwa kwembesa diki dzinoshingirira muzuva senzira yekupedza nzara kudunhu iri.
Magadhijeri voendesana kumatare
Yvonne Chipato MUKADZI nemurume, avo vose vanoshanda semagadhijeri, vakambosiya basa ravo rekuchengetedza vasungwa apo vakazvuvirana kudare.
Vana vogadzirira kunyora bvunzo
RAKANGE riri besanwa muguta reHarare svondo rino zvichiteverwa kuvhurwa kwezvikoro nemusi Chipiri apo vana vaidzokera kuzvikoro uye vamwe vakavimbisa kushanda nesimba temu ino kuitira kuti vagobudirira muzvidzidzo
ZIVA
IVHU Unozviziva here kuti nyaya yevhu kana kuti yeminda yakatanga kare pakauya varungu muno kuma 1890. Varungu vakanga vauya muZimbabwe vachitsvaga goridhe, asi pavakazoona kuti goridhe rakanga risingangowanikwe pese-pese
GRADE 7: Mazwi anoreva zvakasiyana
CHISHONA chamandorokwati chinoburitsa mazwi anoreva zvakafanana kozotiwo anoreva zvakasiyana. Izwi rimwe chete rinogona kureva zvinhu zvakawanda zvakasiyana sekuti “kunyara” kana munhu akaneta parwendo rwaafamba
Gogo, zvidhoma zviri right!
GOGO, ndakaverenga nyaya yenyu muKwayedza yesvondo rakapera ndikapera simba. Zvidhoma kuitira tsvina mundiro nemupoto here gogo? Ndakanzwa tsitsi zvikuru pamusoro pekushaiswa kwenyu mufaro nerugare
Vokweshana mumakwikwi edstv
VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vakoshese rurimi rwaamai pamwe nekutora mukana wekusimudzira dzidzo yavo kuburikidza nezvirongwa zvefundo zvakasiyana izvo zvinobuditswa paterevhizheni.
Siyanai nembanje: MP Mutomba
NHENGO inomirira Buhera North mudare reNational Assembly, Cde William Mutomba, vari kuyambira veruzhinji kuti vasiyane nemhirizhonga izvo zvavanoti zvinoguma zvakonzera ndufu nekukuvadzana.
Clearline yakahwina
CHIKWATA cheClearline Electricals Pool Club ndicho chakahwina mutambo wePacific Storm Harare Pool League Mid-season Gala uyo wakatambirwa kuGlen View muguta reHarare svondo radarika.




