Amai vakatsika mwana wavo nemota akafa
Liberty Dube MUDZIMAI wekwaMutare akatsika mwana wake ange ave nemakore maviri ekuberekwa nemotokari netsaona apo aiifambisa achidzokera kumashure pamba pake nemusi weChishanu chadarika izvo zvakazoita kuti afe zuva rakatevera. Mutauriri…
‘Tichaviga mutumbi usina musoro nemaoko’
Kingstone Mapupu MHURI yekwaMakore, kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa – iyo ine mwanakomana akapondwa gore rapera, mutumbi wake ndokuzonhongwa ikoko asi wakabviswa nhengo dzemuviri dzinosanganisira musoro, maoko nemakumbo – inoti iri kufambira…
Matengeserwo efodya matsva
Harmony Agere VANHU vanotengesa zvinhu zvakasiyana vanosanganisira vemaflea markets havazi kuzotenderwa pachavhurwa misika yekutengesa fodya, zvose nevana vane makore ari pasi pe16 okuberekwa nechinangwa chekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19. Misika yefodya…
Akafa adutira ‘kangopisa’
Kingstone Mapupu MURUME wekuChipuriro, kuGuruve, anonzi akafa mushure mekudutira doro rakawandisa re”kangopisa”. Oliver Kanda (51) anonzi akabva pamba pake mubhuku raMumbamuchena nemusi wa15 Kurume nguva dzekuma4 kunze kwave kuedza achienda…
‘Zvikoro zvagadzirira kudzoka kwevana’
Nqobile Tshili HURUMENDE inoti zvikoro zvichashandisa ruzivo rwazvakawana gore radarika panyaya yekurwisa chirwere cheCovid-19 apo zvichavhurwa kuvadzidzi vose nhasi. Zvikoro zvakatanga kuvhurwa nemusi weMuvhuro wadarika kuvana vari kunyora bvunzo gore…
‘Covid yandisvinudza’
Kingstone Mapupu MURUME anorarama nekusona shangu mumusha weChadcombe, kuHatfield, muguta reHarare, anoti kuomerwa neupenyu nekuda kwechirwere cheCovid-19 kwakamuvhura pfungwa zvikamuita kuti atsvage mabhindauko anoraramisa mhuri yake. VaRabson Randi (42) vanoti…
Zim yobatsirwa nechibage
Muchaneta Chimuka NYIKA yeJapan yakapa Zimbabwe rubatsiro rwematani 20 000 echibage pasi pechirongwa cheFood Deficit Mitigation Strategy (FDMS) kuburikidza nesangano reWorld Food Programme munguva pfupi yadarika. Izvi zviri kuitwa nedonzvo…
Voshandisa mbira kurwisa Covid-19
Kingstone Mapupu CHIKWATA chinoridza musambo wembira chichigara mumusha weMbare, muguta reHarare, chakabura dambarefu rine nziyo dzinokurudzira veruzhinji kuti vatevedzere zvinodiwa mukurwisa chirwere cheCovid-19. Duramazwi Mbira Group, chinova chikwata chakaumbwa naGogo…
Muzukuru muchizarira, mbuya vari kunze
Muchaneta Chimuka MUZUKURU wekunzi akabatsirana naambuya vake vava chembere kuba mombe pane rimwe purazi riri kuBeatrice akapihwa mutongo wekugara mujeri kwemakore manomwe. Tendai Musonza (19) akapihwa mutongo uyu mushure mekubvuma…
Mayunivhesiti ovhurwa
Boitumelo Makhurane MAYUNIVHESITI emuno ari kuvhurwa svondo rinouya apo varairidzi vachafundisa vakatarisana nevadzidzi inonzi “face-to-face-learning” pamwe nekunyorwa kwebvunzo uye izvi zvichaitwa pachitevedzwa mitemo yekudzivirira Covid-19. Zvikoro zvepamusoro izvi zvakamisa fundo…











