WHO yorumbidza Africa

AFRICA ndiyo yega pasi rose isina nyaya dzevanhu vari kubatwa nechirwere cheCovid-19 dziri kunyanya kuwanda pari zvino, vanodaro Dr Tedros Adhanom Ghebreyesus avo vanova Director-General wesangano reWorld Health Organisation.

N’anga iri kunzi ine musoro wemwana yotaura

Mapurisa eZimbabwe Republic Police vari kuenderera mberi nekuferefeta kupondwa kwemwana wekwaMurehwa uyo mutumbi wake wakazonhongwa wakabviswa musoro, maoko nemakumbo munyaya inofungidzirwa kuti ine chekuita nekuchekeresa. Makumbo emwana uyu, Tapiwa Makore…

Africa yotsvaga mushonga

Wallace Ruzvidzo MUZINDA weAfrican Union (AU) Centre for Disease Control and Prevention (CDC) uri kusimudzira chirongwa chekuti Africa ipindewo munyaya dzekutsvaga mushonga (vaccine) unodzivirira vanhu kuti vasabatwe nechirwere cheCovid-19. Pamusoro…

Covid yavhura mimwe mikana

Munyori weKwayedza MABHINDAUKO ekupfuya huku dzekutengesa kuvarimi vari pakati nepakati asimukira zvikuru kubvira pakutanga kwegore rino izvo zvaona mhuri dzakawanda dzichiita basa iri panguva iyo Zimbabwe yakavamba chirongwa chekurwisa kupararira…

‘Yeukai kuti HIV ichiriko’

NATIONAL AIDS Council inoti kuuya kwechirwere cheCovid-19 hakureve kuti HIV haisisiko uye varwere vane hutachiona uhu vanoda kugara vachirapwa sezvo vari nyore kubatira mamwe matenda.

Maticha 5 000 opinda basa

VARAIRIDZI vanodarika 5 300 vari kupinzwa basa nechinangwa chekuti zvikoro zvive nemakirasi ane vana vashoma nedonzvo rekudzivirira chirwere cheCovid-19.

Maticha 5 000 opinda basa

VARAIRIDZI vanodarika 5 300 vari kupinzwa basa nechinangwa chekuti zvikoro zvive nemakirasi ane vana vashoma nedonzvo rekudzivirira chirwere cheCovid-19.

Mari yeCDF yakangogara

MUTAURIRI wedare reNational Assembly, Advocate Jacob Mudenda vanoti vanoshushikana zvikuru kuti nhengo 68 bedzi dzedare iri kubva pa210 ndidzo dzakanyorera kuti dzipihwe mari yekusimudzira matunhu adzo pasi pehomwe yeConstituency Development Fund (CDF) uye imwe yemari iyi inogona kushandiswa mumabasa anosanganisira kurwisa chirwere cheCovid-19.

Covid-19 yakanganisa vanorarama nehurema

SANGANO rinorwira kodzero dzemadzimai ane vana vakaremara, reZimbabwe Parents of Handicapped Children Association (ZPHCA) rakatanga chirongwa chekuvabatsira nekuita mabhindauko anosanganisira kuvandudza zvirimwa vachigadzira zvakasiyana panguva ino nyika yakatarisana nechirwere cheCovid-19.

×