Ohayisa mukadzi kumumwe murume
Dillon Sisimayi ari kwaMUTARE IMBOZVIFUNGAWO izvi. Unopota uchipa mudzimai wako wemuchato, amai vevana, kumumwe murume kuti aite madiro naye. Kuti zvizodini? Kuti iye azokupa doro nemari! Iyi ingaiite senyaya yemubhaisikopo,…
Vatambi vetsiva votambira kunze
Abel Ndooka VATAMBI vetsiva vanonzi vave kuenda kune dzimwe nyika uko mutambo uyu wave kutenderwa kutambwa vachinotsvaga raramo. Izvi zvinotevera kumiswa kwakamboitwa mitambo pasi rose kubvira muna Kurume gore rino…
‘Musangozhamba’
Abel Ndooka VATAMBI venhabvu nemimwe mitambo yakasiyana-siyana vokurudzirwa kuti vasagarire maoko asi kuti vaite mabhindauko anovararamisa zvichitevera kumiswa kwakamboitwa mitambo yose nechinangwa chekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19. Kurudziro iyi yakaitwa neaimbove…
Zviri mugapu: Imbonzwa manhuchu akaiswa dovi
naMuchaneta Chimuka MANHUCHU ane dovi kudya kwechivanhu kunovaka muviri pamwechete nekupamhidzira simba. Svondo rino, Problem Mutetwa wekuHwedza anotsanangudza mamwe mabikirwo emanhuchu. Zvinodiwa: Manhuchu kana kuti chibage chakadzvurwa, mvura yakachena, munyu,…
Bvisai zvirango: Ziliwaco
Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira vaiva anamujibha nanachimbwido munguva yehondo yerusununguko, reZimbabwe Liberation War Collaborators Association (ZILIWACO) rinoti zvirango zveupfumi zvakatemerwa Zimbabwe nedzimwe nyika dzemadokero zviri kukonzera kutambura kukuru kuzvizvarwa zvenyika…
Nzira dzekurima nadzo munda
naWendy Madzura KUMATIVI mana enyika tiri kuona kuti varimi vari kutora mukana wekunaya kwaita mvura kuita gadziriro yemwaka wekurima, kunyanya varimi vasina madiridziro. Nemvura yanaya iyi, mubvunzo uri kunetsa varimi…
Rubatsiro rweCovid rwava kuongororwa
Munyori weKwayedza MARI yose nezvimwe zvinhu zvinosanganisira midziyo zvakapihwa kumapazi eHurumende nevabatsiri nechinangwa chekuti zvishandiswe mukurwisa chirwere cheCovid-19 zvinofanirwa kuongororwa zvizere mashandisirwo azvakaitwa. Izvi zvakaziviswa naAuditor-General Mai Mildred Chiri nemusi…
Maonero Edu: Munhukadzi ndiye upenyu
SVONDO rino tine nyaya inokahadzisa uye ichorovesa hana zvikuru — nyaya yemudzimai wechidiki wekuMabvuku, muguta reHarare, uyo anonzi akabarira mwana wake mumugodhi wakadzika mamita 11 uyo uzere mvura yaimusvika muhuro.…
Bembera Padare: Huku ikadya mazai ayo
naWedzerai Nhemachena KANA huku ikakandira mazai, muridzi wayo anofara kuti huku dzake dzava kuzowanda. Huku dzinowanda kana dzichikandira nokuti mumazai ndimo munobva huku. Huku dzinoshandiswa mabasa akawanda chaizvo muupenyu hwevanhu,…
Vanasikana vapera kumitiswa: Mambo
MAMBO Nyamweda vekuMhondoro vanoti vari kushushikana zvikuru nekuwanda kuri kuita nyaya dzevanasikana vechikoro vari kutizira kuvarume mudunhu ravo panguva iyo nyika yakatarisana nekurwisa Covid-19.











