A-LEVEL: Gadziriro dzebvunzo
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa nekukupai zvinoreva mazita emamwe magamba nemibvunzo inogona kukubatsirai kuita gadziriro dzenyu dzebvunzo takanangana nepepa ramunonyora reuvaranomwe. Komuredhi Nyika — nyika inotakura zvese zviri pamusoro payo.…
Chibage chinyoro chitubu chemari
Philip Matombo TINOKUKWAZISAI varimi pachirongwa chatinodzidzisana kurima navasahwira venyu weSeed Co. Chinangwa chiri chekuti bhizimisi redu rekurima rifambe zvakanaka nyika yedu ichiguta. Svondo rino tichakurukura nezvekurima chibage chemuchirimo (green mealies)…
O-LEVEL: Rondedzero yemufananidzo
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tichaita chidzidzo chiri maererano nekunyora rondedzero inobva pamufananidzo. Rondedzero yemhando iyi yavepo paNew Curriculum uye unofanira kunge uchiziva manyorerwo ayo. Muchasiirwa basa rekuita iro munofanira kutumira…
Ndamba kuudzwa . . .
HAKUNA munhu pasi pano anoziva zvose, angava akadzidza zvakadini, kana mukuru-mukuru zvakadini. Angava nemari yakawanda sei, munhu wose anoda kubatsirwa nemazano anobva kune vamwe, vaanotungamira, vanomutungamira, kana vaakaenzana navo pachigaro…
Makambani emuno otendwa
Tandayi Motsi HURUMENDE iri kutenda makambani emuno akazvimirira ayo ari kugadzira midziyo inoshandiswa nevashandi vezveutano mukuzvidzivirira kuti vasatapurirwe Covid-19 (Personal Protective Equipment kana kuti PPEs) iyo nguva yadarika yaitengwa kunze…
Ngatirarame upenyu hutsva – Mahomva
Patrick Shamba, Mupepeti VERUZHINJI muZimbabwe vanofanirwa kutanga mararamiro matsva ayo anoenderana nekuvadzivirira kubva kuchirwere chanetsa pasi rose cheCovid-19 uye vosiyana nemararamiro avagara vachiita kubva kare. Muhurukuro neKwayedza svondo rino, Dr Agnes…
Vana vomitiswa
Muchaneta Chimuka MASANGANO anomirira vechidiki anoti ari kushushikana nekuwanda kwevana vari kuita pamuviri pasina kurongeka panguva ino apo zvikoro zvakavharwa uye veruzhinji vari kugara kudzimba nyika ichimborwisa chirwere cheCovid-19. Achitaura…
Coronavirus yorova varimi vemabanana
Rumbidzai Zinyuke KAMBANI inoona nezvekutengeswa kwezvirimwa, yeBrands Fresh inoti paita kudzikira kwakanyanya pamari yainowana mukati memwedzi mitanhatu yekutanga yegore rino zvichitevera kusatengwa kuri kuitwa mabanana panguva yekunge veruzhinji vagere kudzimba…
Akafa achidya nhunzi…‘Ndini ndakamuroya’
Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raRubatika, kwaSeke, ari kunzi akafa achidya nhunzi sezvinoita garwe mushure mekunge aba zvinhu zvainge zvakagadzirwa nemishonga yerukwa pamumwe musha uri mubhuku iri. Zvinonzi murume uyu —…
Poitwa ongororo yeCovid-19
Tandayi Motsi BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti richaita ongororo kwemasvondo matatu kutanga nemusi weMuvhuro unotevera nechinangwa chekuda kuziva mamiriro akaita nyaya yevanhu vane hutachiona hwecoronavirus uho hunokonzera chirwere cheCovid-19 munyika…









