‘Okecha’ mombe achisiya mukadzi
Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME ane mudzimai wekuMhangura ari kubvuma kuti anosiya mukadzi wake achinoshinha nemombe hadzi achipa chikonzero chekuti izvi anozviita nekuda kwemamhepo akatandidzirwa kwaari nevavengi vake.
Huipi hwaMwenje
Munyaradzi Gunduza BURITSA zvinhu zvishanu zvinojekesa kuti Pastor Gift Mwenje vaishandisa kereke zvisina kunaka muna Kereke Inofa. [25]
Makadii mabhishopu echechi dzezvekudya?
naIgnatius Mabasa MUMWE mukuru akati anakirwa nedoro, akaimba chimbo chekurumbidza achiti:
Kukosha kwemazororo
Ticha Danga MAZORORO atinocherechedza muZimbabwe nekune dzimwe nyika ane zvaanoreva muupenyu hwevanhu. Kuona poitwa kana kupihwa zuva sezororo munyika kana pasi rose panenge paita chiitiko chinorangarirwa. Chinogona kuve chiri chakarwadza…
Sarungano mudzidzisi
Munyaradzi Gunduza SARUNGANO vaiva ambuya kana sekuru vane utsome pamwe neuseza hwenharaunda nemararamiro aitarisirwa mutsika namagariro avatema. Sarungano aive akangofanana nebhuku, mudzidzisi kana sahwira nokuti aipa vana ruzivo, uye rairo…
Orarama ura huri panze
Kingstone Mapupu MURUME wekuBuhera ari kurarama ura hwake huri kunze kwedumbu uye achiita tsvina nekumuromo zvichitevera oparesheni yaanoti akaitwa namachiremba epachimwe chipatara chemuHarare.
Unoziva paumire here maringe nehiv, stis, rurindi, shuga?
ZIMBABWE nguva pfupi yadarika yakaparura dingindira remhemberero huru dzeWorld AIDS Day iro rinoti “Ziva Paumire” nechinangwa chekuti vanhu vange vachiziva – kwete maringe neHIV bedzi – asi nezvimwe zvirwere zvepabonde,…
Vakadyiswa katsi parufu
Kingstone Mapupu VAMWE vevanhu vaiva parufu pamusha uri kwaBesa, kumaruwa ekwaSeke, vanonzi vakadyiswa nyama yekatsi vasingazive.
‘Tinoda tsika dzakanaka’
Tendai Rupapa MUDZIMAI wemutungamiri wenyika First Lady Amai Auxilia Mnangagwa vari kukurudzira veruzhinji kuti vachengetedze tsika nemagariro akanaka vachiti izvi zvinoumba raramo yevanhu yakanaka.
Kurima mavise nemazvo
Bright Musakanda MAVISE kana kuti manwiwa akatangira kurimwa kumatunhu ekuSouthern Africa pasichigare, chipo chemakore 5 000 adarika.






