PCC yosimudzira varimi vefodya

Abel Ndooka KAMBANI huru inogadzira fodya yemidzanga munyika muno yePacific Cigarette Company (PCC) – iyo yaimbozivikanwa kare nezita rekuti Savanna Tobacco Company – inoti iri pakati pekuita hurukuro neChina Tobacco…

Vosimudzira mitauro muzvikoro kuBinga

Daphne Machiri SANGANO rakazvimiririra reBasilwizi – iro rinoshanda riri kuBinga – rosimudzira kudzidzwa kwemitauro yakasiyana inosanganisira Tonga neNambya kubva pagwaro reECD kusvika kumayunivhesiti izvo zvinofambirana nebumbiro remutemo wenyika iro rinocherechedza…

bhokisi rine chitunha ‘boom’!

Kingstone Mapupu VANHU vaiva parufu rwemumwe mukadzi mubhuku rekwaJakopo, kwaMangwende, kwaMurehwa, vakasara vaoma mate mukanwa apo bhokisi raiva nechitunha rinonzi rakatsemuka, mutumbi ukasara uri pamhene.

Mamwe mabikirwo ekabichi

MURIWO wekabichi unonaka zvikuru kana ukabikwa zvemhando yepamusoro uye unorera mhuri sezvo musoro mumwe wekabichi munopedza mazuva muchingodya.

WFP yobatsira vanoshaya

Muchaneta Chimuka SANGANO reWorld Food Programme (WFP) muZimbabwe rakatanga chirongwa chekubatsira vanhu nekudya munguva ino yekupisa (Lean Season Assistance Programme) kutanga mumwedzi waGumiguru apo rakapiwa US$22 miriyoni yakabva kuUnited States…

Chikwata chevechidiki chotsvaga rubatsiro

Kingstone Mapupu CHIKWATA chevechidiki chemusambo wechitendero cheCCAP Mufakose Voices chemuHarare chinoti chakatarisana nematambudziko makuru ekushaya midziyo yekuridzisa uyewo nemari yekufambisa pakuita mashoo izvo zviri kudzosera basa racho kumashure. Nhengo dzechikwata…

‘Piro yangu idehwe reshato’

Sukulwenkosi Dube-Matutu ari kuGWANDA YAKAVE batai-batai pamatare edzimhosva eGwanda Magistrate’s Courts, kuGwanda, apo mumwe murume akabudirwa nemudzimu, ndokutanga kuzvonyongoka senyoka mushure mekunge atongerwa kugara mujeri kwemakore mapfumbamwe nemhosva yekuwanikwa aine…

Chirongwa chekuchenesa nyika chakaparurwa

Tandayi Motsi MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChitatu chino vakaparura chirongwa chekuchenesa nharaunda cheNational Clean-up Campaign nedonzvo rekuti nzvimbo dzose munyika dzigare dzakachena.

MAONERO EDU: Mhirizhonga ngaipere

ZIMBABWE iri pakati pekucherechedza mazuva 16 ekurwisa mhirizhonga – zvikuru kuvanhukadzi – ingave yemudzimba, mumabasa kana kuti iyo inoitwa panzvimbo dzinoungana veruzhinji sekunokwirirwa mabhazi. Mazuva aya anocherechedzwa pasi rose gore…

Kurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi

Danai Chirawu MUNE chimwe chinyorwa chenyanzvi yezvemutemo mukurwira kodzero dzevanhukadzi, Professor Stewart, chinonzi “War against women with rise to gender torture” (Hondo kuvanhukadzi nekuwedzera kwekushungurudzwa) anotsanangura zvimwe zvinoitika pakushungurudzwa kwevanhukadzi…

×