Mambo Seke vari kuvava

Kingstone Mapupu MAMBO Seke, VaStanley Chimanikire, vari kudya magaka mambishi uye vanoda kuti vemhuri ine parufu pakadyiswa vanhu nyama yekatsi nemumwe murume vaende kudare ravo nekukasika vonokwidza nyaya yavo sezvo…

Tinoiongorora: Minister Moyo

Munyori weKwayedza GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, vanoti nyaya yemurume wekuBuhera uyo ari kuti akavhiiwa dumbu nemachiremba epachimwe chipatara chemuHarare, ndokunzi adzokere kumba ura hwake huri kunze kwedumbu,…

Simudzai heti dzemurara, ndakashaya yangu

naIgnatius Mabasa “HAMA simudzai heti dzemurara, ndakashaya yangu yakadaro!” Baba Harare vakataura mashoko akadzika kudarika mugodhi.

Kucherechedza mazororo

Ticha Danga MWEDZI uno waMbudzi wapera asi mune zvakawanda zvakaitika zvandaona zvakakodzera kuti titaure nezvazvo. Zvakakosha kumbotora kanguva tichirangarira hama dzedu dzakapararira munjodzi dzemumigwagwa mumwedzi uno.

Kuita kwaMwenje

Munyaradzi Gunduza TSANANGURA zvinhu zvishanu zvinoitwa naPastor Gift Mwenje mukuedza kuvanza mhosva yavo yekupa Sarah pamuviri muna Kereke Inofa. [25]

Munhu okuma semombe. . . achifura sora

Nhlalwenhle Ncube arikuBULAWAYO MURUME wekuMatobo, kuBulawayo — uyo anofungidzirwa kuti imbavha yezvipfuyo yemakoko – anonzi ari kufamba akasungirira bhero remombe muhuro make, achifura sora nekuita zvimwewo zvinoitwa nemombe sekukuma.

Aibira vasikana kucut

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI TSOTSI remuHarare — iro range raita mbiri yekudanana nevasikana vanodzidza paChinhoyi University of Technology (CUT), kuChinhoyi, asi richizovabira mari nezvimwe zvinhu — rakaigochera pautsi zvichitevera kutongerwa…

Zvekuziva mungano

Munyaradzi Gunduza PARI zvino mave kuziva kuti ngano dzinodzidzwa kuchidzidzo cheUvaranomwe paShona yeA-Level muchikamu chekutanga.

MultiChoice yotsvaga mabhuku ekupa vana

Munyori weKwayedza KAMBANI yeMultiChoice Zimbabwe yakatanga chirongwa chekuunganidza mabhuku ekuverenga nechinangwa chekubatsira vana vanobva kumhuri dzinotambura.

‘Gutsikanai nezvamunazvo’

Muchaneta Chimuka MUIMBI wemusambo weSungura ari kusimukira anobva kwaMambo Ndanga, kuZaka anoti zvakakosha kuti vanhu vagutsikane nezvinhu zvavanenge vainazvo muhupeyu kwete kuita ruchiva nezvevamwe.

×