2 600 vakapedza zvidzidzo paHarare Poly

Muchaneta Chimuka VADZIDZI 2 615 vepaHarare Polytechnic nemusi weChishanu wadarika vakagashidzwa zvitupa zvavo zvekupedza zvidzidzo.

shasha ye‘sadc’

Andrew Muvishi naPanashe Machakaire PRESIDENT Mnangagwa svondo rino vakapembedza Primrose Thandeka Tshuma — musikana anodzidza paJohn Tallach School, kuMatabeleland North — nekumupa US$2 000 mushure mekunge atora mubairo wepiri mumakwikwi…

Makuwerere kuHarare Poly

VADZIDZI vepakoreji yeHarare Polytechnic vanoti vanofara zvikuru nezvidzidzo zvakasiyana zvavari kufunda uye vari kunzwa manyuku-nyuku zvichitevera kupedza kwavaita rimwe danho refundo nomusi weChishanu chino apo vari kuwaniswa zvitupa nemibairo.

‘madzibaba steven zimuroyi’

Matombo ake handi muteuro’ ‘Tinoona zinyoka, tumadhara’ Kingstone Mapupu PANE mhuri yekuGandavaroyi, kuGokwe iri kuti pamusha payo hapachagarika kubva pavakanopihwa muteuro nemumwe muporofita ane mukurumbira wekuChitungwiza sezvo vava kugaroona zinyoka, zvivanhu…

Tinorarama: Dynamos

Abel Ndooka MANEJA weDynamos FC, Richard Chihoro, anoti hazvimbofe zvakaitika kunzwa kuti DeMbare yaburitswa muligi reCastle Premiership kunyangwe ikatamba zvakashata sei.

Harare Poly yosimukira… 2 000 vopihwa zvitupa

Nyaya naMuchaneta Chimuka KOREJI yeHarare Polytechnic iri kuramba ichifambira mberi mukusimudzira dzidzo uye yakatanga nechikamu chimwe chete chezvidzidzo, asi nhasi uno zvave gumi nezvishanu.

mwana akarova amai avabata nechikomba

. . . ndokutiza vachisiya chipfeko chemukati, ‘. . . hamunyare baba makaita sei?’ Freedom Mutanda KAKOMANA kane makore 13 ekuberekwa (katisingakwanise kubudisa zita rako) svondo rapera kakaita hushingi hwekurova…

Vanotengesa minda voyambirwa

Kingstone Mapupu VARIMI vari kuita tsika yekutengesa minda yavo pamwe nekuirendesa kune vamwe voyambirwa kuti vasiyane netsika iyi sezvo zvichidzosera mabasa ekurima kumashure.

Moto wemasaramusi pamusha

Liberty Dube ari kwaMARANGE IMWE mhuri yekwaMarange iri kugara yakabatira hana mumawoko zvichitevera kuparadzwa kwakaitwa dzimba nhatu nemidziyo yavo mukati memwedzi mitatu nemoto unongotanga woga zvinova zvaita kuti vasare vasina…

‘Ticharamba tichisimudzira nharaunda’

Elita Chikwati MAUTO eZimbabwe Defence Forces anovimbisa kuti acharamba achibatsira Hurumende nenharaunda dzinoda ruyamuro mukusimudzira nyaya dzedzidzo nezvimwe zvivakwa kuburikidza nehunyanzvi hwavo.

×