Kukosha kwekuongorora ivhu
Wendy Madzura MAZUVA ano kurima rave bhizimusi, nokudaro donzvo revarimi rinofanira kuva rekuti vatevedze tsika dzinoita kuti varime zvine pundutso. Ivhu ndicho chimwe chezvinhu zvinokosha nekuti muvhu ndimo munokurira mbesa.
‘Aubameyang, Lacazette ka1’
PIERRE-Emerick Aubameyang anokurudzira murairidzi weArsenal – Unai Emery – kuti ashandise kuwirirana kuri pakati pake naAlexandre Lacazette nedonzvo rekusimudzira matambiro echikwata chavo.
Zvikoro zvovandudzwa: ‘Tiri kutanga neMash East: Utete-Masango
Daphne Machiri HURUMENDE — kuburikidza nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari — yakatanga chirongwa chekuvandudza zvikoro nedonzvo rekuti vana vafundire pakafaranuka uye kuti vadzidzisi vange vakasununguka pabasa ravo.
Pro-Vice Chancellor mutsva weNust
Auxillia Katongomara MAZVIKOKOTA munyaya dzesainzi, Dr Gatsha Mazithulela, ndivo vakagadzwa pachigaro chekuve National University of Science and Technology (NUST) Pro-Vice Chancellor Innovation and Business Development apo vachange vachiona nezvekuvandudzwa kweruzivo…
‘Kereke yapinda matsotsi’
Abel Ndooka MUIMBI wechitendero — Robert ‘Robbie’ Mandiki — otsoropodza zvikuru vamwe vemachechi vari kushandisa zita Jesu Kristu mukubira veruzhinji mari nehumwe hupfumi.
MaSpringboks ovimba naEtzebeth
MUTAMBI werugby wekuSouth Africa, Eben Etzebeth, ari kutarisirwa kutamba mutambo wake wekutanga achitambira nyika yake kubva zvaakapedzisira mwedzi 10 yadarika apo maSpringboks achatamba mumakwikwi eRugby Championship neArgentina kuKing’s Park musi…
Gudo pfacha parufu#
Andile Tshuma VANHU vaive parufu kuDonnington, kuBulawayo, svondo rapera vakashamiswa zvikuru apo gudo rakangoerekana rasvika pane imwe kambani inoviga vafi, zvikaita kuti zvirongwa panhamo iyi zvimbomiswa.
Madziro emba ochema kamwana
Nhalwenhle Ncube MHURI igere mubhuku raChitanga, kuMwenezi — iyo yanga ichigara ichinetsekana nekunzwa izwi remwana anochema richibva nemukati memadziro emba dzavo asi vasingaone mwana wacho —vakazorohwa nehama apo vakaona mbatya…
Fembera—Fembera Tione!
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi uyu – uyo ane mukurumbira munyaya dzemadhirama – ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva kuti munhu uyu ndiani. Tumirai mhinduro dzenyu panhamba…
‘Zvinhu zvavo izvo, zvichatowedzera, vachanditsvaga’
Kingstone Mapupu MADZIBABA Steven Mugariri (41) vechechi yeJohane Masowe yeZambuko iri kuChitungwiza — avo vari kupomerwa neimwe mhuri yekuGokwe kuti vakaipa miteuro yave kukonzera matambudziko — vanoti mhuri iyi yakaromba…











