Nhengo dzemutauro nemanyorerwo adzo

Ticha Danga— HATIKWANISE kuvhara nhaurwa yekunyora kwakanaka tisina kubata nhengo dzemutauro nemanyorerwo adzo. Zvakakosha kuti tibate pamwongo ipapo kuitira kuti hwaro hwekunyora kwakanaka huve hunozadzikiswa.

Tsika dzechinyakare

Munyaradzi  Gunduza— TSIKA nemagariro epasichigare: Kana uchiverenga bhuku rinobata mararamiro evanhu muchinyakare, unofanira kugara uchiziva zvinhu zvavaiita zvinoita kuti rungano rwacho rwunzi rwunoenderana nenguva iyoyo. Zvinodaro nekuti mararamiro atave kuita…

Zvirwere zvezvikwekwe zvorwiswa

CHIKAMU chinoona nezvekuchengetedzwa kwezvipfuyo munyika cheDepartment of Veterinary  Services (DVS) chinoti chiri kutora matanho ekusimbaradza zvirongwa zvekurwisa zvirwere zvinokonzerwa nezvikwekwe zvichitevera kufa kwakaita mombe dzinodarika 3 400 munyika nekuda kwezvirwere…

Ndinoita sendine moto mumuviri

Bvunza Kwayedza na Sekuru Mutanga— MUBVUNZO: Makadini Sekuru? Ini ndaita dambudziko rava nenguva yakareba. Dambudziko rangu ndeiri; ndinonzwa kutsva kumusana nechemuchiuno, ndichiita kunge mune chitsiga chemoto chinofamba, chouya kumativi kwembabvu.…

Itai zvekudzidza, hunzenza bodo!

CHISHUWO chemubereki wose ndechekuti mwana wake adzidze kuitira kuti agozova neremangwana rakajeka sezvo fundo iri nhaka yeupenyu.

Mukuwasha wekuroora neZim$ otorerwa imba

MUKUWASHA wekutadza kubhadhara roora mukadzi wake ari mupenyu ava kuzvidemba zvichitevera kutorwa kwava kuitwa imba yake iri kwaZiko, kwaSeke, natezvara vake mushure mekunge mudzimai wake afa.

Jasi renhaka rodya vanhu

. . . 20 vakatofa, vamwe vorwara Abel Zhakata ari kwaMUTARE— MHURI yekwaZimunya, kwaMutare, yashaya zano rekuita nekuda kwejasi renhaka iro riri kunzi rakonzera kufa kwevanhu 20.

Tine mukana: Antipas

MURAIRIDZI weChicken Inn — Joey Antipas — anoti mwaka wemutambo weCastle Premiership uchiri wakavhurika zvikuru uye chikwata chake chicharwisa semvumba zvikwata zviri pamusoro zvinoti FC Platinum neNgezi Platinum kusvika kumagumo…

Makuwerere kuCareer Expo

Vana vechikoro vodzidza mabasa VANA vanodzidza muzvikoro zvemuHarare svondo rapera vakawana mukana wekupangwa mazano pamusoro pemabasa avanogona kuzoita apo vanopedza dzidzo yavo pasi pechirongwa cheCareer Guidance Expo icho chakaitirwa paGateway…

Fembera-Fembera Tione?

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-jazz uye aine mwanakomana ari kutevera mumatsimba ake — ndiani.

×