Mwana ane sikarudzi mbiri

MWANA ane makore mana okuberekwa wekuMuzarabani, kuMashonaland Central, ane dambudziko rekubarwa aine nhengo dzesikarudzi mbiri – yechikadzi neyechirume.

Vana vopihwa mabhezari

SANGANO rakazvimirira reRose Opharn Ministry riri kubatsira vana vanoshaya — zvikuru vari munzvimbo dzakasaririra – nemabhezari ekuti vakwanise kudzidza kubvira padanho repuraimari kusvika sekondari.

Vadzidzi zvibatei: ED

MUTUNGAMIRI wenyika President Mnangagwa vanoti Hurumende inoshushikana nekushaya hunhu uye kusazvibata kuri kuitwa nevamwe vadzidzi, zvikuru vekumakoreji nemayunivhesiti, sezvo maitiro akadai achigona kukanganisa remangwana ravo.

Vadzidzi zvibatei: ED

MUTUNGAMIRI wenyika President Mnangagwa vanoti Hurumende inoshushikana nekushaya hunhu uye kusazvibata kuri kuitwa nevamwe vadzidzi, zvikuru vekumakoreji nemayunivhesiti, sezvo maitiro akadai achigona kukanganisa remangwana ravo.

Vana vanongopunzika, votadza kutaura

MHURI igere mubhuku raChirombo kwaChinhamora, kuDomboshava, ine dambudziko revana vanongodonha, vozoita mazuva vachitadza kutaura.

Ongororo yebhuku idzva reNhapitapi yeChiShona

Musoro webhuku: Nhapitapi YeChiShona Bhuku ReMudzidzi Fomu 2 ISBN : 9781779300935

Torres hutu kuJapan

AIMBOVE mutambi weAtletico Madrid neLiverpool — Fernando Torres — obuda pachena kuti ari kuenda kuJapan kunotambira Sagan Tosu mwaka unotevera.

Mangwanani akave manheru nekuchema 1

IMBWA HAIHUKURE SADZA KWAKANGA kuna mambo ainzi Rugare akanga ari shasha yekurwa. Akati akurira mhandu dzake dzese, Mwari vakamupa runyararo nerugare. Akafarirwa nevanhu vazhinji.

A-LEVEL — HUGO HWAMADZINZA

Munyaradzi Gunduza— TSANANGURA pfungwa huru dzinobuda munhetembo dzinotevera dzekupira midzimu; Doro remukwerera, Kuteketera kwavadzimba, Nhaka, Kutuka midzimu, Kusuma midzimu. [25]

Ambuya vanotuka mukuwasha zvinyadzi

Lizzy Mushoriwa— MUKUWASHA akakwekweretsa ambuya vake kuenda navo kudare achiti vari kumushungurudza nekumutukidzira uye vanomuudza kuti vanoda kunwa mushonga wemakonzo vafe zvavo zvichitevera kunonoka kwaari kuita kuvadzosera mari yavo yaakakwereta.

×