Masme vochema nemakoronyera
Muchaneta Chimuka VARI mumabhizimusi madiki neari pakati nepakati vanoti vari kufara nekuwaniswa mukana wekuita mabasa avo vakasununguka, zvisinei nemamwe matambudziko avari kusangana nawo akaita sekushaikwa kwemari nekurozvwa nemakoronyera.
Kuiswa mupaper bag segrocery raSatani
IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa KUNZE uko kune varume vakawanda vari kushaya vakadzi vekuroora, vagovachengeta, nekunyatsovada nekuvabvundira kudarika mari yemurimi wefodya. Chokwadi murume angasungirire mukadzi wake pamuti, uku akamusunga mawoko…
MAONERO EDU: Kufarisa kuridza ngoma nedemo
KUBVA pasichigare, madzimambo, madzishe, masadunhu nevamwe vakuru vematunhu semasabhuku vanhu vane chiremerera uye vanoremekedzwa zvikuru. Madzimambo vanopihwa ruremekedzo nekuti ndivo vane basa guru rekuona kuti tsika nemagariro evanhu zvinochengetedzwa pamwe…
Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvakawo murume ari pachokwadi . . .
NDIRI mukomana ane makore 26, HIV negative uye ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 anoda kuwanikwa. Andida ndibate pa0783 311 727.
Ochemera kudzokera kumurume waakatiza
Gamuchirai Muzanenhamu MUDZIMAI wekuenda kudare redzimhosva achida kubatsirwa kuti adzokere kumurume wake uyo akamudzinga pamba akazoshaya pekupinda nenyadzi zvichitevera kuraswa kwakaitwa chikumbiro chake.
Mabasa enziyo mungano
Munyaradzi Gunduza 5. TSANANGURA zvinogutsa kuti nziyo dzaiita basa rei mungano uchishandisa ngano dziri mubhuku iri. [25]
Vavakidzani vonetserana ‘kutungana kwepwere’
Janet Chari MADZIMAI maviri vanova vavakidzani vakamisidzana mudare redzimhosva mushure mekunge vaburana pamusoro pematambiro evana vavo avo vanonzi vanogara vachirovana.
Vandudzo yedzidzo yakare
naChiremba ZVABUDA pachena kuti hwaro hwedzidzo hwanga hwoda shanduko, vaive President, VaR. G. Mugabe vakaumba dare raizoongorora dzidzo yedu. Dare iri raifanirwa kukomekedza shanduko yaidikanwa mudzidzo itsva yeZimbabwe.
Godo remapatya
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa kupindirana kwemusoro webhuku nerungano. Musoro webhuku wekuti Manyambiri unoenderana nekupihwa mukana wekurarama kunoitwa Paida naPaido. Ishe Njeremavhu nemakurukota avo vanotendera Rufuse kuti ange achichengeta vanasikana…
Kudya kunowanikwa musango
Ticha Danga REGAI timboti nzvee zvishoma timboona kuti vakuru vedu vaimborarama sei takatarisana nekudya nekuti vaigara vakagwinya uye vasingazive misiwo yezvipatara. Masango nemapani ndizvo zvaipa vanhu ava raramo uye zvaida…


