Ndoita barika here?
MUBVUNZO: Sekuru, ndine dambudziko rekuti musikana akauya kwandiri achiti ane mimba yangu, apa ini ndine mukadzi. Ndodini?
‘Kumbunyikidza madzimai bodo!’
Muchaneta Chimuka — MUKURU wemadzishe muZimbabwe, Mambo Fortune Charumbira, vanoti vatungamiriri vematunhu nevemachechi vane basa guru rekurwisa nyaya dzemhirizhonga yemudzimba sezvo ichidzosera shure budiriro yenyika.
Madzimai nenhamo. . . vanongopomerwa hutadzi
Munyaradzi Gunduza — 7. Sarudza nhetembo shanu dzinoburitsa zvinoshungurudza madzimai kubva muna “Mutakunanzva Wenhetembo” asi dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana. Zvino chitsanangura zvinhu zvitatu zvinoburitswa mudetembo rega rega. [25]
Vopura mari nehuchi
Muchaneta Chimuka — BHIZINESI rekuchengeta nyuchi rakaonekwa rakakosha zvikuru mukuwanisa nyika uchi uhwo hunounza mari yekunze zvichibatsira mukusimudzira upfumi hweZimbabwe.
Haasi masanga . . . fc Platinum yonyora nhorowondo
Abel Ndooka — SANGANO rePremier Soccer League iro rinotungamira mitambo yeCastle Premiership rorumbidza nhabvu yakatambwa mwaka uchangodarika richiti kutora kwakaita FC Platinum mukombe wePSL mushure mekunge yawana zvibodzwa 72
Murume mazizamu tugu . . .auraya nyoka yemuridzi
Kingstone Mapupu — KANA vamwe vachitaura vanoti, “Hakuna baba vakadaro!” Murume kumera mitumba yemazamu anodarika emunhukadzi?
‘Kasikai kuongororwa gomarara’
Muchaneta Chimuka — MUKADZI wekurarama negomarara kwemakore anodarika manonwe asingazvizive kusvikira rimwe zamu rake razobviswa anoti zvakakosha kuti veruzhinji vagare vachiongororwa kuchipatara nemakiriniki kuitira kuti kana vaine denda iri vabatsirwe
‘Madhamu vangu ma1’
Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekugarotomutswa neaimbove mudzimai wake uyo anonzi anoenda kubasa kwaanoshanda achinoita mhirizhonga nevakuru vake akazotizira kudare.
‘blaz’ oita ‘hasha’ pamabhurugwa 40 echikadzi
Kingstone Mapupu — MUKOMANA wechidiki anodzidza pakoreji yemabasa emaoko yeKushinga Phikelela Polytechnic iri kuMarondera ari kudzidza zvakewo — ava nemabhurugwa echikadzi 40 ekubira vasikana vepo ayo aari kuita zvinorova nawo.
‘Nzara muzvikoro bodo’
Muchaneta Chimuka — MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera vanoti chirongwa chekupa vana zvekudya muzvikoro chakakosha zvikuru sezvo chichiita kuti vadzidze vakasununguka pamwe nekuti vafarire fundo.







