Ipai Hurumende itsva nguva

ZVIZVARWA zveZimbabwe zvakatarisira zvakawanda zvekuti Hurumende itsva iri kutungamirirwa naPresident Emmerson Mnangagwa inge ichigadzirisa.

Mwedzi 18 aine mimba

— Michina haina chayakaona — Akasunungukira kwamadzibaba Daphne Machiri — MUDZIMAI wekuChinyika, kuGoromonzi, anoti akapedza makore 18 asina kubata pamuviri, ndokuzotakura mimba kwemwedzi 18 apo akazosununguka mwanakomana ava nemwedzi mitatu…

‘Amai muri pfambi, muroyi wemakoko’

Muchaneta Chimuka — MWANAKOMANA wekuChitungwiza wekutukudzira amai vake achivati ipfambi yemakoko uye vanoroya pamwe nekuzorova munin’ina wake uyo akange achida kurandutsira bongozozo raivepo akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi mipfumbamwe

Muporofita opika makore 18 ekubhinya kamwana

Muchaneta Chimuka — MUPOROFITA wekuChitungwiza akatongerwa kugara mujeri kwemakore 18 mushure mekubatwa nemhosva yekubhinya kasikana kane makore 15 okuberekwa panguva iyo “aikanamatira”.

Makore maviri ndamuroora . . .‘mudzimai wangu angori mhandara’

Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki wemuHarare anoti imba yake nemudzimai waakaroora makore maviri akadarika yatarisana nekuparara sezvo ari kutadza kuita bonde naye nekuda kwekushaya simba zvachose.

‘Koshesai mabasa emaoko’

Daphne Machiri — MAYOR veguta reHarare VaBernard Manyenyeni vanoti zvakakosha kuti zvikoro nemayunivhesiti zvisimbaradze zvidzidzo zvemabasa emaoko sezvo vamwe vana vachikwanisa kuwana raramo kubva mazviri mune remangwana.

‘ndakabhadharwa nemuporofita kupupura nhema’

MUKADZI wekuEpworth, muHarare ari kureurura kuti akapinda mune zvekupupura manyepo kumasowe nekumachechi akasiyana — zvinozivikanwa nekuti mabhidhiri — nenyaya yekukara mari mushure mekunge abhadharwa nemaporofita,

Kukamba pachiNdau

NDAUWE ndauwe! Pachipamwe madhodha woye, mweshe naana mai. Naro zuwa reMugowa. KuChisumbanje munoti ririyo naro ere. EkwaChibuwe ari kuti tapera ndiro nyamwaka. EkwaChecheche ari kuti zvichakati chechetee. Anobve Pfidza iyo

‘Akaroyiwa, zvinorapika’

Munyori weKwayedza — VACHITAURA pamusoro pemurume wekuShamva ari kuti akamera mazizamu mushure mekunge auraya nyoka yemuridzi, chamangwiza vechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo vanokurudzira Ndelema kuti aende kuchipatara

Vahosi voripisirwa kutukirira nyachide

Muchaneta Chimuka MUKADZI vahosi pabarika uyo wekutukirira nyachide nekuda kwegodo mushure mekunge iye arambwa nemurume, akaigochera pautsi zvichitevera mutongo wakapihwa nedare wekuti abvise faindi ye$100 uye kukundikana kwake achanodya

×