Omera sora, huswa. . . achibuda waya

Cloudy Mombe ari kuKAROI — MASHURA ari kuitika pamusikana wekuMagunje, kuHurungwe anopedza mate mukanwa — anomera sora nehuswa achibuda waya mumakumbo ake, umo munozodzidziuka mazironda anomurwadza zvikuru.

Cancer: Vhenekwa nguva ichiripo

CHIRWERE chegomarara (cancer) chiri kushungurudza vanhu vakawanda munyika muno, vangave vanhurume kana vanhukadzi.

Sando kunaMapupu: Zinatha

Muchaneta Chimuka — MUNYORI weKwayedza —Kingstone Mapupu — svondo rapera akatora mubairo mukuru wekugona kunyora nyaya dzetsika nechivanhu, weTraditional and Cultural Reporter of the Decade mumakwikwi akarongwa nesangano reZimbabwe National

Chikwambo chony’udza zvikepe muKariba

Given Siakanoka ari kuKARIBA — VAGARI vekuKariba, kudunhu reMashonaland West, havana neremuromo zvichitevera nyaya yekubatwa kwakaitwa chikwambo chaive nemusoro wegarwe – icho chinonzi chaikonzeresa tsaona dzekupidiguka kwezvikepe nekufa kwemunhu

‘Ndinonanzvwa maziso nenyoka’

Daphne Machiri — PANE musikana wemuHarare anoti anonanzvwa maziso ake nenyoka ichimuita mukadzi. Yolanda Gadheni wekuRugare anoti haana zororo sezvo nguva zhinji achirota nyoka inouya kwaari ichimuita mukadzi nekumunanzva maziso.

Mabhindauko opundutsa vanasikana

Victoria WaIshe — MUSIKANA wechidiki, Sibongile Majaura (14), ari kuita bhindauko guru rekuchengeta huku izvo zviri kumubatsira kuenderera mberi nedzidzo yake uye anotenda sangano reUNFPA neSista2Sista Club netsigiro yaanopihwa.

back to sender . . .‘Chivi ngachidye mwene wacho’ … ‘Zvakaipa, unenge watoroyawo’

Daphne Machiri — VERUZHINJI vari kupa mafungiro akasiyana pamusoro pezviri kuitwa nemamwe maporofita nen’anga avo vari kudzosera zvinhu zvakaipa zvinenge zvatumirwa kunoroya kana kuti kunokuvadza vamwe vanhu nekuzvidzosera kuvaridzi vazvo…

Unilever yakavakisa zvimbuzi paChizungu

Munyori weKwayedza — HURUMENDE iri kutenda kambani yeUnilever Zimbabwe nekubatsira kwayakaita vana vanodzidza paChizungu Primary School, kuEpworth nekuvacherera chibhorani pamwe nekuvakurudza zvimbuzi izvo zvichabatsira mukusimudzira nyaya

mvura yochinja kuita ‘ropa’

Kingstone Mapupu — VAGARI vekuEpworth, muHarare vari kushamisika zvikuru nekusanduka kwakaita mvura yemudhamu reko iro rinozivikanwa nekuti “Pool of Death” kana kuti Epworth Quarry Dam iyo yava neruvara rweropa mushure…

‘Koshesai kodzero dzevakaremara’

Muchaneta Chimuka — SANGANO rinomirira vabereki vane vana vakaremara mitezo, reZimbabwe Parents of the Handicapped Children Association, rinoti zvakakosha kusimudzira upenyu hwevana ava kuitira kuti vawane raramo yakaenzana nevamwe vavo…

×