Bhuku rinobatsira vana nevadzidzisi
VENTURES Primary Family, Religion and Moral Education Learner’s Book Grade 3 ibhuku rekuverenga revadzidzi rakagadzirwa kutsigira zviri mugwaro idzva re- dzidzo, reNew Curriculum.
Tingarwise sei gomarara?
Chikamu 2 SVONDO rino tiri kuenderera mberi nekudzidzisa veruzhinji kuti vangaita sei kuti vararame upenyu hwakanaka apo vanenge vaine gomarara.
Dzungu rinodarika raShinsoman
naIgnatius Mabasa — KUONERERWA anosvika pandakagara nedzungu rinodarika raShinsoman. Ndinosimudza musoro ndoti, “Uri kudei nhai Kuonererwa? Inga wani ndakakuudza kare kuti zvekuonererwa takasiyana nazvo nekuti hazvina bhegi, hazvibhadhare!”
Kubatsirwa mushure mekusununguka
Dixon Chibanda — MADZIMAI achangobva mukusununguka angabatsirikana sei muutano hwavo, zvikuru panhau dzekushungurudzika uko kunoita ndangaririro dzavo mushure mekuita mwana?
‘Mukadzi wangu inzenza’
Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekumhan’arira murume wake kudare achiti ari kumushungurudza akazoshaya pekupinda nenyadzi apo akanzi iye inzenza, anotamba neshamwari dzake dzinofamba dzisina kupfeka uye anouya kumba pakati pehusiku.
Vorwira mugwagwa wekanzuru
Gamuchirai Muzanenhamu — VAVAKIDZANI vaviri vari kuendesana kumatare edzimhosva mushure mekunge vanetserana mugwagwa wekanzuru apo murume nemukadzi vanonzi havafanire kudarika nepamba panoroja mumwe mukadzi nekuti vanogara vachiita bopopoto
Mabasa eruchiva
Munyaradzi Gunduza 13. Buritsa kusawirirana kwakasiyana-siyana kunokonzerwa neruchiva kubva mumutambo Kereke Inofa. [25]
Nhetembo dzetsika nemagariro akare
Munyaradzi Gunduza — UGO hwamadzinza aVaShona ibhuku rine nduri dzechinyakare. Mubhuku iri nhetembo zhinji dzirimo dziripo pakusimudzira tsika namagariro aVaShona pasichigare. Munobudiswa tsika dzemutambidzanwa dzaikosheswa navakuru vedu
Mukwamba adzokazve
Kingstone Mapupu — PATRICK Mukwamba (69) – uyo akamboita mukurumbira munyika muno nekambo kanonzi “Wapenga Nayo Bonus” – adzoka zvakare mudariro nedambarefu idzva rine nziyo gumi nembiri.
zvinorwadza zim kuva ma’supporter’: zifa
Abel Ndooka — SANGANO reZimbabwe Football Association (Zifa) rinoti maWarriors pamwe nenyika yose vakarasikirwa zvikuru nekunyimwa kwakaitwa chikwata chenyika ichi mukana wekuti chirwire kuenda kumutambo weWorld Cup uchatambirwa kuRussia gore



