Madhigirii 12 oshaya basa
Vusumuzi Dube — HURUMENDE ichange ichiita ongororo yezvimwe zvezvidzidzo zviri kuitwa kumayunivhesiti mushure mekuonekwa kuti madhigirii anokwana 12 achange asisina maturo panosvika gore ra2040 nekuda kwekuvandudzika kuri kuita ruzivo
‘Inhema dzako, hatina kurambana’
Gamuchirai Muzanenhamu — MUDZIMAI nemurume vakakakavadzana mudare pamusoro penyaya yekuti vachiri kugara vose here kana kuti kwete, apo mumwe aiti vakarambana asi nerimwewo divi mumwe achiti vachiri vose.
Musoro weshato uri kushaikwa
Daphne Machiri — ZINYOKA rerudzi rweshato iro rinonzi nevagari vekuHatcliffe, muHarare, raiita tsika yekuzambira mushana panzvimbo yeko inozivikanwa seConsortium, rakazouraiwa neveruzhinji musoro wacho ukatsakatika.
Chitunha chemwana kuseri kwe‘door’
Muchaneta Chimuka — VAGARI vekwaJacha kuEpworth, muHarare, vakasara vasina neremuromo nguva pfupi yadarika apo mumwe mudzimai weko akaenda kunoramwira chitunha chemwana wake mucheche kumba kwehanzvadzi yemurume waari kupomera kuti ndiye
Vodzidzira kutyaira ndege
Kingstone Mapupu — VECHIDIKI nevamwe vanoda kuve vatyairi vendege vozadzisa zvishuwo zvavo zvichitevera zvidzidzo zviri kuitiswa neimwe koreji yakazvimirira kunhandare yendege yeCharles Prince Airport, muHarare.
Shupa yemwana pachiNdau
NDAUWE ndauwe! Teiti nemazhinji hawo nechiaranga chezuwa chino. Gore rino ngatimboti iriyohe mvura. Amuchizwi ere chidziisira chezuwa muna Chikunguru muno.
Batanidzo nepatsanuro yemazwi
Ticha Danga — NYAYA yekunyora kwakanaka haingogumiri panoperera kunyorwa kwebvunzo dzegwaro rechinomwe kwete, asi kuti inhaurwa yatinofanira kubata nekutakura muupenyu hwedu nekuti tichagara tichinyora kana kuverenga. Hazvinei kuti mhando
Vakadzi vane chido nemba
Munyaradzi Gunduza — NYANDURI anojekesa kushungurudzika nekudzvanyirirwa kunoitwa vashandi ivo vashandirwi vachidya vachiguta paanoti, “Ndoshamiswa nekuzvimbirwa kwenyu shefu, muchikanganwa kuti arima ndini.” Nyanduri anotsutsumwa nekutendwa
Ndiratidze munhu asina chaari kutsvaga
naIgnatius Mabasa — NDIRATIDZE munhu asina chaari kutsvaga ndigokuratidza chitunha! Munhu wese zvake ane chaari kutsvaga, zvekuti chinhu ichocho chaari kutsvaga chinotombomushaisa hope. Anenge achifunga kuti kana azochiwana, hupenyu hunenge…
Imhosva kuuraya shato: Zimparks
Daphne Machiri — BAZI rinoona nezvekuchengetedzwa kwemhuka dzesango, reZimbabwe Parks and Wildlife Management Authority (Zimparks), rinokurudzira veruzhinji kuti vasaite tsika yekuuraya mhuka kana zvimwe zvipuka zvesango sezvo kuita kwakadaro iri…






