Zvandisingafarire

11. SARUDZA vatambi vashanu vari muna Kereke Inofa ugoratidza zvinoitwa nemumwe nemumwe wavo zvausingafarire. Tsigira mhinduro zvizere. [25]

Anondishandisira mishonga pabasa

Mubvunzo: Sekuru, ini ndine dambudziko rekuti ndinoshanda mumba, ndanetswa nagarden boy ane mishonga.

Tezvara nemuroora vodhonzerana imba

Gamuchirai Muzanenhamu — MUROORA akadhonzera te- zvara vake kudare redzimhosva achiti vari kumushungurudza nekumudzinga pamba kubvira pakafa murume wake.

‘Maporofita nen’anga musafurire varwere’

Muchaneta Chimuka — N’ANGA nemaporofita vari kuyambirwa kuti vasiyane nekatsika kekufurira varwere vavanenge vachibatsira, avo vanotambudzwa nezvirwere zvakasiyana, vachivati varege kutora mishonga yavo yakaita semaARV’s, yeBP neshuga sezvo izvi

‘Shandisai ruzivo kusimudzira kurima’

Muchaneta Chimuka — VADZIDZI vanenge vapedza zvidzidzo zvekurima kumakoreji akasiyana munyika vokurudzirwa kuti vashandise ruzivo rwavo mukusimudzira mabasa ekurima.

Ndichiripo: Pasuwa

— Vakawanda vanoda kuziva kuti Pasuwa ari kurarama sei Abel Ndooka — AIMBOVE murairidzi wemaWarriors neDynamos FC – Kalisto Pasuwa – anoti kubva zvaakasiya kurairidza chikwata chenyika ari kufara chaizvo…

Murimi gara warongeka

MWAKA wekurima wa2017-2018 waswedera zvekuti pari zvino murimi akangwara anofanira kuve akatogadzirira kare, kana kuti ave kupedzisa gadziriro dzake.

‘Vechidiki siyanai nezvinodhaka’

Malven Mugadzikwa — MUIMBI ari kusimukira mumusambo weZimfusion – Kudzie Savanhu – anoti vechidiki vanofanira kuzvichengetedza vosiyana nekutora zvinodhaka sezvo vari ivo vatungamiriri vemangwana.

Nac yorwisa kupararira kwegomarara

Munyori weKwayedza — KANZURU yeNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) inopa mari yekushandisa muzvirongwa zvekurwisa kupararira kweHIV zvakadai sekuitwa kweongororo maringe nenyaya dzeutano, kufambiswa kwemashoko nekudzidziswa kweveruzhinji

back to sender: ‘ndinouraya vanhu 20 pamwedzi’

Daphne Machiri — MUPOROFITA wemuHarare ane mbiri kune avo vanotenda zvechivanhu, anoti pamwedzi ari kukonzera kufa kwevanhu vanosvika 20 achiita zvekudzosera zvinhu zvakaipa zvavanenge varoyesa kana kukuvadzisa vamwe kuburikidza nenzira…

×