Tiri kuvakisa zvikoro 170 zvitsva: Dokora

Tandayi Motsi HURUMENDE ichavaka zvikoro 166 zvepuraimari nesekondari munyika yose kuitira kuti zvinge zvichikwanirana nehuwandu hwevana uye basa rekuvaka zvimwe 17 zvacho richatanga mumasvondo maviri ari kutevera.

Dzidzo inoda kuvandudzwa

SHUNGU dzemubereki wose ndedzekuti mwana wake adzidze agozove neupenyu hwakanaka sezvo fundo iri nhaka yeupenyu. Hazvifadzi kuona mubereki nemwana vachishingairira mufundo isingazopa pundutso mune remangwana. Ichi ndicho

okumurwa hembe nezvidhoma … . . . kusiiwa achinge Zodwa

Kingstone Mapupu — MUKADZI wekwaMambo Chipuriro, kuGuruve, anoti atambiswa nhova nemanenji ari kuitika kwaari ekuti anongofugurwa kana kukururwa mbatya dzaanenge akapfeka, kusanganisira dzemukati, nezvidhoma — osiiwa asina chinhu, kuita kunge

Zvekuita negomarara

KANA munhu aine gomarara zvinogona kunge zvichigozha kuti ange achigamuchira zvaanenge achinzwa mumuviri wake. Gomarara rinogona kuita kuti unzwe zvimwe zvausati wambonzwa mumuviri wako.

Zvakanakira mbeu dzeSeed Co

Philip Matombo — SAMSON nyama inonaka inotaura yega, vanodaro vakuru uye chekudya chose tanga waraira. Mumwe murimi oti ndakarima chibage ndikawana 21.9t pahekita mumwe oti ndakarima soyabeans ndikawana 5,5t pahekita,…

Mhodzi dzemanhanga kunaka

MHODZI dzemanhanga dzakakangwa muriwo wakanaka zvikuru uye unovaka muviri sezvo dziine mapuroteni neiron yakawanda izvo zvinobatsira mukurwisa zvirwere.

baba Matipedza: vanasikana

Kingstone Mapupu — YAKAVE batai-batai pachirongwa cheTilder Live Show panhepfenyuro yeStar FM nemusi weChipiri svondo rino apo mumwe murume, uyo ari kupomerwa kuti anoita vanasikana vake vakadzi achishandisa mishonga, akangoerekana…

Mushandi osungisa ‘boss’

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akapopota zvekusvika pakupupa furo mumuromo nehasha achida kupihwa mari yaanoti akanyimwa mushure mekunge ashandira mumwe mudzimai nemurume wake.

vana vechikoro 70 vogara mugomo …. . . vachironga ‘hurumende’ yavo

Kingstone Mapupu — VANA vechikoro vari pakati pe56 ne72 — vakomana nevasikana — vepachikoro cheMuchapondwa Primary School chiri kwaMusana, kuBindura, vanga vachigara musango riri mugomo kubvira pakavhurwa zvikoro kutanga kwetemu…

Nyakupopota mudare ogadzikwa mudhishi

Lizzy Mushoriwa MURUME wekuzvidza dare nekuramba achipopota mushure mekunge anzi nemutongi anyarare akazozvidemba apo akatongerwa kubvisa faindi ye$20 uye kukundikana kwake achagara mujeri kwemazuva gumi.

×