Bhuku idzva reGrade 7
BHUKU idzva richangoburwa reVentures Agriculture Revision Grade 7 rakanyorwa naG. Mujajati naT.G. Kombora rikatsikiswa neCollege Press Publishers gore rino. Bhuku iri rakanyorwa nedonzvo rekubatsira vadzidzi vedanho rechinomwe kupuraimari avo vave…
Mvura, kushambidzika ikodzero yevanhukadzi
Geraldine Nyaku — MADZIMAI nevanasikana vari panyatwa huru nekuda kwenyaya dzemhirizhonga dzinosanganisira kurohwa uye kumbunyikidzwa pabonde apo vanenge vari kutsvaga mvura nezvimwe zvekuzvishambidza nazvo.
Guva haripiswe: Chisanyu
Munyori weKwayedza — NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano reZimbabwe National Practioners Association (ZNIPA), Sekuru Friday Chisanyu, vanoti pachivanhu, kana murume afirwa, anofanira kumbowana nguva yekuchema
ZRP Tomlinson yakatenga bhazi
Muchaneta Chimuka — CHIKORO cheZRP Tomlinson Depot Primary School chiri muHarare svondo rino chakapihwa chipo chebhazi rinokosha $169 000 kubva kumapurisa eZimbabwe Republic Police.
Maitiro aPondai
Munyaradzi Gunduza — 9. NDEAPI matanho mashanu anotorwa naPondai pakupamba umambo hwaMambo Chakaingesu muna Museve Usingapotse? Tsigira mhinduro yako uchiratidza kuti danho rega rega rinomubatsira sei. [25]
Zvidimbu zvezuva
Ticha Danga — APO Nyadenga vakasika denga nenyika vakabva vatigonera nekutipa mucherechedzo wenguva kuti tigoziva misi nenguva yekuita zvinhu. Vakabva vatigadzirira zvidimbu zvenguva apo tinowana nguva yekushanda, nguva yekudya nenguva…
‘Nhabvu inoda mikono’
Abel Ndooka — ZVIKWATA zvenhabvu zvine chitsama zvinokwikwidza mumutambo weCastle Premiership zvinoti kunyangwe zvazvo zvichishuvira kutamba zvinodadisa kusvika kumutambo weCAF Champions League, kupinda mumakwikwi aya mutoro
nyoka ine ‘chiso’ chemunhu
. . . zibuno, mazinzeve nemaziziso . . . ini ichindiita mukadzi pamadiro’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki wekwaMwanza, kuGoromonzi ari kudunura achiti aoneswa nhamo nekuitwa mudzimai wezvidhoma zvinosanganisira nyoka…
Mai Charamba vouya nezvitsva
Malven Mugadzikwa — MAI Olivia Charamba vadzokazve mudariro.Muimbi ane mukurumbira mumusambo wechitendero uyu auya nedambarefu idzva mushure mekuita makore gumi asati abura zvitsa.
Zvakanakira kurima muchando
Ivan Craig — KUBATA mwaka hakusi kurima nemvura yekunaya yekutanga bedzi asi kuti murimi anobata mwaka ndiye anorima munda achangopedza kukohwa. Zvinobatsira kuti murimi abate mwaka haisi mvura yanaya ipapo,…








