‘Simudzirai matarenda evana’
Malven Mugadzikwa — MUKURU wedzidzo muHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera, vanoti chirongwa chemakwikwi eDistrict Annual Sports, Science and Arts Festival (DASSAF) chinopa mukana wekuti vana vanenge vasingagone zvemabhuku
Vechidiki vosimudzirwa
Daphne Machiri — SANGANO rakazvimirira reHard Mashona Arts and Culture rosimudzira vechidiki vane matarenda akasiyana anosanganisira ekuimba, kuridza marimba nemagitare, kuveza vachishandisa matombo kana miti nedonzvo rekuti vawane raramo.
Mhirizhonga bodo, hazvina kuti ndiani
MHIRIZHONGA yerwupi rudzi yakagara inokanganisa magariro akanaka evanhu, zvikuru kana ichinge iri yemudzimba.
Chimodho chinogutisa
CHINGWA chechimodho —vamwe vanochiti mupotohayi —chinogutsa, zvekare chiri nyore kubika sezvo zvekuchibikisa zvisingadhure.
Kushandisa makondomu nemazvo
Kuna Chiremba Usiku hushoma hwadarika, ndaiita bonde apo kondomu randaishandisa rakabva raputika. Ndinofanira kuita sei pakadai apa? Ndaivimba nemakondomu uye zvinondinetsa kuti chii chaizvo chakaitika apa.
Chimoko pfee nepahwindo
Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahamadzwa apo mumwe mudzimai akati shamwarikadzi yemurume wake inopinda mumba make husiku nepahwindo, yosasana nemurume uyu apo iye anenge ari muimba yekurara.
Musagarire mawoko: Mugobo
Malven Mugadzikwa — MUIMBI weSungura ari kusimukira, Charles Mugobo, wechikwata cheNgoma Express anoti vechidiki vanofanira kushandisa simba nenjere dzavo mukuronga ramangwana ravo.
Mukuwasha akaponda ambuya nembwa dzavo
Blessings Chidakwa ari kuGWERU MURUME wekuKwekwe anonzi akaponda ambuya vake — amai vemudzimai wake — avo vaigara kuSogwala, kuLower Gweru, ndokuvadzura zino rimwe chete iro raanoti ndiro ravaishandisa mukuroya.
‘Mukadzi uyu haagarike naye’
Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekumiswa mudare nemudzimai wake achipomerwa mhosva yekumushungurudza anoti mukadzi uyu haagarike naye sezvo achifonera vakuru vekubasa kwake achivatukirira uye anomutevera kwose kwaanoenda, kusanganisira kubhawa
Tinobura nyanzvi: mitc
Malven Mugadzikwa — KOREJI yeMsasa Industrial Training College (MITC) iri muHarare yovandudza hunyanzvi hwevashandi vemuindasitiri nedonzvo rekusimudzira kugadzirwa kwezvinhu zvakasiyana munyika.










