Kunoitikira nyaya

Munyaradzi Gunduza — NZVIMBO nenguva pakuumbwa kwenyaya: Nyaya iyi iri kuitikira munzvimbo dzakasiyana-siyana dzakaita seSearing Heights, Holiday Inn, Hubert Court, Central Police Station, Mbare, Mbudzi, Harare Remand Prison, Christon Bank,…

Kukundwa kufunga nehuku

naIgnatius Mabasa — SARUDZO hadzisi dzematongerwo enyika chete, kwete. Nesuwo tine sarudzo dzezvimwe zvinhu zvakawanda dzatinoita. Kusarudza kuda kana kusada.

Akaripiswa mombe 5 adzika mambo demo

Daphne Machiri — MAMBO Negomo, Lucious Chitsinde (42), vekuChiweshe kudunhu reMashonaland Central vanoti zvakakosha kuti veruzhinji varemekedze madzimambo sezvo vari ivo vanochengetedza tsika nemagariro evanhu.

vanhu 23 vakachekereswa vopfuka

Liberty Dube — MWEYA yengozi yevanhu 23 avo vanonzi vakapondwa kare-kare nevanhu vakasiyana vane mabhizimisi — nhengo dzemiviri yavo ndochekwa dzikashandiswa mukuchekeresa nechinangwa chekuita mari —yomuka chibhebhenenga ichipfuka mumhuri

Ndine rudo, handina nungo – Sokostina

Abel Ndooka — MUTAMBI wemudhirama rinosetsa rinonzi Muchaneta — Tendai Garwe — uyo vazhinji vanomuziva nezita remadunhurirwa rekuti Sokostina kana kuti Tambudzai, anoti mutambo uyu wamuvhurira mikana yakawanda muupenyu hwake…

Kungurutsai dhiramhu tinamate

naIgnatius Mabasa — PANE murume aitamba mutambo wetsiva kuWest Africa. Murume uyu aive asingakurirwe nemunhu upi zvake waairwa naye. Munhu wese airwa naye aipedzisira ave chituta, asisazive zvaari kuita. Nguva…

Akaita bofu amonerwa nenyoka

Kingstone Mapupu — MUKADZI anogara kuChitungwiza, anoti nguva ichangodarika akamonerwa muviri wake wose nezinyoka — iro raasina kukwanisa kuziva rudzi rwaro — zvikaita kuti asare ave bofu.

Hatidzore tsvimbo: Caps

Abel Ndooka — CHAMANGWIZA weCAPS UNITED – Cuthbert Chitima – anoti chikwata chavo hachisi kuzodzora tsvimbo nekuti gudo rabata kumeso mumutambo weCAF Champions League zvichitevera kubudirira kwachakaita kupinda mumagroup-stages apo

Oda $300 kuna mugaisi

Tafadzwa Mutsotso — MURUME anoshanda samugaisi, uyo wekudhonzerwa kumatare nemukadzi wake achida $300 pamwedzi yekuchengeta mwana wavo, akachema-chema achiti anokwanisa kubvisa $20 chete sezvo zvinhu zvakamuomera.

bfp yosimudzira varimi

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeBest Fruit Processors (BFP), iyo iri kuNorton uye inoshanda iri pasi peSchweppes Zimbabwe, inoti yakaunganidza US$10 miriyoni ichashandiswa mukuvhura mamwe mafekitori anogadzira zvinwiwa nezvekudya kubva

×