Mudhokwani onorwa kuKazakhstan

Abel Ndooka — SHASHA yemutambo wekarate iri kusimukira, Sempai Tinotenda Mudhokwani, ari mudenga rechinomwe zvichitevera mukana waakawana wekunokwikwidza kumutambo we6th Shinkyokushinkai World Championship kuAstana, kuKazakhstan muna

Makwikwi eNew Curriculum

— Vana voratidzira matarenda Muchaneta Chimuka — ZVIKORO zvesekondari zvekuEpworth, muHarare, neMuvhuro svondo rino zvakaita makwikwi emitambo anodaidzwa kuti Cluster Annual Science, Sports and Arts Festival (CASSAF) ayo akananga kuratidzira…

‘ukadanana neni, unofa uchirutsa’

Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wechidiki wekuMasvingo anoti ari kuoneswa pfumvu nezvipoko zvevarume vapfumbamwe avo vaakadanana navo pamakore akasiyana asi vose vakazofa vachirutsa ropa nekuchaya manyoka ane ropa nekuda kwerunyoka kana…

Nakirwa nemadora

MADORA kana akabikwa zvakanaka, mudya ndakasungwa chaiwo sezvo achinaka zvikuru uye anogona kudyiwa nemunhu ari parwendo achinwira-nwira zvake. Zvakare, madora kudya kunovaka muviri.

Haatendere mukadzi foni

Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yemumwe mukadzi anoti murume wake haamubvumidze kugara nenharembozha sezvo achimuti anozoita chipfambi.

‘Ngwarirai korera’

Muchaneta Chimuka — BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoyambira veruzhinji kuti vatore matanho ekudzivirira kupararira kwechirwere chekorera (cholera).

Komiti itsva yesoftball

Abel ndooka — SANGANO reZimbabwe Softball Association rinoti rakagadza komiti itsva ichatungamirira mutambo uyu muHarare Metropolitan Province nechinangwa chekuusimudzira sezvo wadzikira zvikuru.

Zivai nezvegomarara remuchibereko

Muchaneta Chimuka — CHIRWERE chegomarara chine zvitaridzo zvinonoka kuoneka, kunyanya kana riri remuchibereko nekuti hakuna zviratidzo zvekunze zvinoonekwa.

Akaponda mukadzi

Kingstone Mapupu — PANE murume wekuMacheke akasungwa nemapurisa achipomerwa mhosva yekuponda mudzimai wake uyo aifungidzira kuti aiita chipfambi.

makore 10 kasikana (12) kakatapwa nen’anga

— ‘Atova mukadzi wangu’             —‘Sekuru vanondibhinya’ Kingstone Mapupu N’ANGA ine mukurumbira kwaChikwizo, kuMudzi, mudunhu reMashonaland East, iri kupomerwa kubata hunhapwa nekubhinya kamwana kasikana kwemakore gumi…

×