GRADE 7: Mhando dzezvirimwa
Ticha Danga PAINODONHA mvura kunaya varimi vanoita karikiriki mumagura nemumakombo kukanda mbesa pasi kugadzirira goho ramangwana. Vanokanda pasi mbeu dzakasiyana-siyana kusanganisira zviyo, chibage, mapfunde, nzungu,
Ndakange ndisisadiwe kuVicarage: Jokanovic
AIMBOVE murairidzi weWatford, Slavisa Jokanovic, anoti akabva kuVicarage Road nekuti anofunga kuti akange ave kusadiwa kuchikwata ichi.
zta iri kufambirana nenguva – Kaseke
CHAMANGWIZA wesangano rinoona nezvekushanyirwa munyika, reZimbabwe Tourism Authority (ZTA), VaKarikoga Kaseke, vanoti vari kufambidzana nenguva kuburikidza nekushandisa dandemutande mukukwezva
‘Ndakasandurwa kuitwa mukadzi’
PANE nyaya yemumwe murume yakabuda mubepanhau reThe Sunday Mail svondo rino, uyo anoti akashandisa mazakwatira emari kuti azvisandura kuva mukadzi kuburikidza nekuvhiiwa nemachiremba.
‘Mishonga yemunhu akafa iyo’
VANOTAURA vanoti muchinda ari kuti atambura nechikwama chaakapihwa nehama yake yepedyo anogona kunge ari mabasa emishonga yakaipa.
CHITUNHA CHAKAMUKA, Chikadya bota nekunwa mvura
Ndokuzofa zvachose VANHU vainge vakaungana parufu kwaNembudziya, kuGokwe, vakaona firimu remahara apo zvinonzi chitunha chakamuka mushure memazuva matatu munhu afa – chikabuda mubhokisi, ndokukurungirwa bota chikadya,
MOTA YAKANGOSIIWA
MOTA yerudzi rweMistibushi iri paMadamombe Business Centre, kwaSeke, iyi yave nemasvondo maviri yakangomiswapo. Vagari veko havasi kunzwisisa nezve”bango” remota iyi asi mapurisa anoti muridzi wayo akaita tsaona uye ari muchipatara.…
‘KUPEMHA MARI BODO!’
‘Vana ngavave kuchikoro nevamwe’ ‘Batai ‘vabereki nevakuru vezvikoro’
Vatambi vewiricheya vochema-chema
SHANGWITI yemujaho wewiricheya, Edmund Makutya, anoti mutambo uyu hausi kusimukira nekuda kwekushaya vakotsveri izvo zvaona vamwe vatambi vachiita upenyu hwegwaku-mukwaku.





