IMBWA HAIHUKURE SADZA: Kombi yezvifeve yasvika
HANDIFARIRE kutambudzika kwevanhu, imbwa kana kiti. Ndichikura ambuya vangu vaitozviziva kuti ndakanga ndisingade zvekucheka huku. Kana vamwe pavaifamba vakakochekera rekeni dzavo muhuro, ini zvaisandiitira
Vakawanda vane dambudziko iri
MUZIMBABWE, zvose nekune dzimwe nyika, mune vanhu vakawanda vane nhengo dzakavandika dzechirume pamwe chete nedzechikadzi.
Vana vari kudzidza zvebudiriro: Hungwe
HURUMENDE iri kutora matanho akakodzero ekuona kuti dzidzo kubvira kupuraimari, sekondari, makoreji pamwe nemayunivhesiti inoenderana nemabasa anodiwa mukusimudzira budiriro yenyika.
Ndine makore 35, handina kumboroorwa
NDAKAZOMUWANA wandaida, makaita basa veKwayedza uye rambai makadaro. Vose vachiri kufona pa0775 214 848 chiregai nekuti zvangu zvakaita.
O-LEVEL — makunun’unu mawodzamwoyo: Amai vaTendai vava kupenga
CHITSAUKO 19 Nyaya yacho:Enderero mberi Nerimwe zuva ari mangwanani-ngwanai amai vake vanomuka ndokubuda panze vakafuga jari chete gare gare
— Mudzidzisi rairai —NYAUDZOSINGWI
CHINO chidzidzo chinobva mukukoka kwatinoita varairidzi kuti vadzidzise vana chiShona chamandorokwati chinonzi “VARAIRIDZI HUYAI”.
— Ziva —Bernard Mizeki
VANHU vatema vaive mune zvematogerwo enyika vazhinji vaitora mamishinari sevashandi vehurumende dzehupambevhu. Nekudaro, mugore ra1896, Bernard Mizeki akayambirwa kuti atize, asi iye akaramba nekuti aizvitora
ZUSA yotumira vatambi kuKorea
MUTUNGAMIRI weZimbabwe University Sports Association (ZUSA), Liberty Maidza, anoti sangano ravo riri mushishi kuita gadziriro dzekuumba chikwata chichaenda kumakwikwi eWorld Universities Student Games ayo
A-LEVEL — pafunge: Mufundisi vanoda kuzivisisa zvaJoe
CHITSAUKO 13 (Ongororo: Enderero mberi) Chirungamutauro chinonyanya kushandiswa muchitsauko ichi ienzaniso. Kuputirwa nerudo kwainge kwaitwa
Harare Merit Awards: Shasha dzichakohwa
GADZIRIRO dzemakwikwi eHarare Provincial Merit Awards, ayo achaitwa mwedzi unotevera apo vana vezvikoro vakakunda vamwe muzvidzidzo vanenge vachipihwa mibairo, dzave padanho repamusoro.


