JUDGE PRAISED, DEATH SENTENCE WELCOMED

Tanaka Nyambo

SEVEN-YEAR-OLD Tapiwa Makore’s killers’ death sentence was widely hailed by Zimbabweans due to the gruesome manner it was committed.

However, some people have questioned why the murderers, Tapiwa Makore Sr and Tafadzwa Shamba, remained mum on the whereabouts of his head, which they severed.

They said it’s not enough for them to be hanged without revealing where Tapiwa’s head is, and who they worked with.

Below are some of their reactions:

They deserve it!!!! Valeria Makurumidze.

***

Well done because vakauraya mwana zvakarwadza stereki. Fuggie Kama.

***

Tinotenda vedare, havangauraye munhu sevari kuuraya huku.Tapiwa chizorora. Mai Tania.

***

Nice move, uyo unouraya nebanga naiye unofawo naro, Bible rinodaro. Mercy Zvikomborero Mandizvidza.

***

Good news, but issue yemusoro havana kutaura wakafamba sei? Kudakwashe Max Chido.

***

Good news, but we still need to know where Tapiwa’s head is. Mella Nyaningwe.

***

Thank you judge, chinorwadza ndechekuti varambisisa kutaura kwavakaisa musoro wemwana. Prisca Chihota.

***

Saka varamba kutaura kwavakaisa musoro here vanhu ava. Esther Shamiso Muvungani.

***

What about the witchdoctor who instructed them to bring human parts? Engineer Brian.

***

Mirai kuvauraya vasati vatipa zita re n’anga. Tatenda.

***

Saka varikufira ma cabbage? Uncle Zebs.

***

Ya zvavharana, kuuraya mwana kunge huku kudaro. Ngavaende zvavo vakomana. Faith Mhlanga.

***

Ska vanhu ava vatozoramba kutaura kunemusoro wemwana here. Zvinorwadza izvi veduwe. Shelter Maquella Matunhira.

***

Mwari vakunyaradzei baba namai va Tapiwa Colleta Matangira.

***

We’re so sorry Mai Tapiwa. We really understand your pain and we’re all disturbed. It still pains up to now. Melody Thanthanthi.

***

Tikuda n’anga yakavatuma nemusoro wemwana. Innocent Kaniwa.

***

Why am I smiling. Didn’t know we have the death penalty in Zimbabwe though. Gwirambira Worsh.

***

Judge long live. For me ndokugona kutonga uku, mhondi ngadzifire kujeri. Mamo WaJesu Muro zvi.

 

Related Posts

CHAPMAN GOLF CLUB SET FOR CHAMPIONSHIP SHOWDOWN

The stage is set for two exciting weekends of championship golf as Chapman Golf Club hosts its highly anticipated Club Championships, bringing together some of the finest amateur golfers in…

SEVEN QUEENS, AN OCEAN OF DREAMS AS BEAUTY TAKES CENTRE STAGE IN H-TOWN

Melissa Mpofu Zimpapers Entertainment Hub SEVEN national queens will be crowned at what will be Zimbabwe’s biggest pageantry night in Harare tomorrow night. Eighteen contestants will battle for top honours…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×
×