KEEP THOSE ITEMS ROLLING IN

Generation X with Sis Ann
Yoyoyo wats up cats. How ya all doing? Welcome to all our Generation X peeps. Thanks for your items yo . . . keep them mirrors and words flowing, this is for ya’ll. Also listen up…if you don’t put you name to your stuff; we can’t post NHE? So remember to put your name on your items right! Also this is for all the races, colours and religions ya‘ll no discrimination here so we want to hear from you.

Sissy Ann

********
Richie Gremi here….juss wanna sae halla 2 ol thoz hu knw m n 2 ol thoz hu are writin exams…”luk upward 4 inspiration downward 4 desperation bt not sideways 4 information…wish u e best n wat u deserve guys…kip t sae”

*********
Sando pabenzi ripi NGUBENI kana ATONGO?

Anababa vairi vainge vakagara vachipikisana kuti vana vavo vakomana vakapusa. Mumwe wacho akazoti mira uone kuti wangu ari serious. Baba vaye vakadana mwana wavo benzi ainzi NGUBENI ndokumuti mhanya kumashops uno nditengerawo zvandinoda. Ngubeni ndokungobuda achimhanya asina kana kubvunza kuti vanodei kana mari yacho. Baba vaye vakasara vakati wazviona zvandataura kuti wangu akapusa.

Vamwe baba vechi two vaye ndopavakati mira uone kuti wako ari nani. Ndokudana wavo ATONGO mukomana vakamuti mhanya kumba unotarisa kana ndiriko. Mukomana akamhanya akananga kumba ndokudzoka achifemera padenga akati baba ndasvika hanzi naamai hamuko maenda kumba kweshamwari yenyu. Usaseke wega sendera vamwe

*********
Just wanna say take it easy to all teens ot ere cz hazvisi zvekumhanyira zvakatimirira kumberi uko, u knw wat I mean guys bks cmes fist…by Cutee lee.

*********
Hi guyz I jst want 2 say hi 2 my***kevy bstie Angie in Mia my pal blackdiamond fm Charzie

*********
Lizzy akafarira facebook zvakanyanya muriwo waigara uchitsva mazuva ose. Murume wake akange asisina basa naye. Kurara ndiyo kumuka ndiyo. Murume wake akange ave kufungira kuti anenge akuita ehe ehe ipo paFacebook. Akavhura account achishandisa zita rokuti John tha Million. Akabva aisa profile ye mota. Aka inviter mudzimai wake. Pasina mazuva chachaya John received a message yekuti come and save me from this creature. Vaikurukura zvoku kurukura zviya pafacebook .Da Million aka . . . ti Lizzy amupe account number apote achiisa mari. Lizy akafara chaizvo uye hupenyu hwakanga hwashanduka for the better. Mumba chaimo zvakanga zvava mazvake mazvake. Pa facebook paya lizzy akanzi ngatitize murume wako. Vakawirirana kuti vatize voenda kuJOZA. Lizy akafara akatanga kushura murume. Akaendesa vana kuvabereki vake. Message yakanyorwa na Million kuti vasangane pabhodha na5 dzemanheru. Uku Lizy aive akaroorwa zvakanaka ane ka hupenyu kaiyemurwa nevamwe. Asi akazvipira kuti zviparare. Musi wokuenda akatuka murume vanhu vese vemuraini varipo. Akakwira bhazi akananga pabhodha. Akasvika mwana akachena akapoda. Akananga paive panzi na Million amire. Akamira kwechinguva hapana waakaona. Akashinga asi hapana akauya. 4ne ye ghost yakanga yavakuti not recieving calls.Ndopaakati regai nditarise pafacebook patakasangana wanikwe pane pic yemurume wake nemessage yakanzi famba zvakanaka mudzimai. facebook hachisi chiro. Kufunga kwenyu amai vakaita sei ava? Vakadzidzeyi sezvo riri gore rezvedzidzo. realistically heather

*********
Tindo achipfimba pachikereke!!!!

Tindo: Une mukomana here?

Girl: Handina

Tindo: Gen 2:18 “Jehova Mwari akatizve, Hazvina kunaka,kuti munhu agare ariwoga, ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.

Girl: Handikudei bhudhi.

Tindo: 1 John 4:8 Usingadi haazivi Mwari, nokuti MWARI RUDO

Girl: Ndoziyasei kuti urikurevesa nemashoko ako aya?

Tindo: Matt 12:34 Nokuti muromo unotaura zvizere pamoyo

Girl: Manje ndoziya sei kuti wakatendeka muzvokwadi?

Tindo: Mark 13:31 Denga napasi zvichapera asi mashoko haaperi

Girl: But why wada ini? Vasikana hobho pasi rese

Tindo: Prov 31:29 Vakunda vazhinji vakaita zvakanaka, asi iwe unovakunda vese.

Girl: But waonei mandiri chaita kuti undide?

Tindo: Song of Solomon 4:7 Akaisvonaka, iwe shamwari yangu, Hakuna gwapa kwauri.

Girl: Uhmmmmmm, wakuwedzera tunzungu iwe?

Tindo: Prov 31:30 Zvinofadza zvinonyengedzera, unaki hauna matura. Asi mukadzi anotya Jehova, ndiye anofanira kurumbidzwa.

Girl: Saka ndikabvuma chii chinoitika?

Tindo: Gen 2:24 Naizvozvo munhu anofanira kusiya baba naamai vake, anamatire mukadzi wake vave nyama imwe.

Girl: Uhmmmm, sei uchiziya bhuku dzvene kudaro?

Tindo: Joshua 1:8 Bhuku iyi murairo haifaniri kubva pamuromo wako asi unofanira kurirangarira masikati nousiku kuti uchenjere kuita zvose zvakanyorwamo. Nokuti nokudaro uchazviwanira mufaro panzira yako nokubata nokuchenjera.

Girl: Woow, i can see you love God

Tindo: Ps 34:8 Ravirai henyu muone kuti Mwari Havana chinhu chakanaka chavangashaiwa.

Girl: Mmmm, ok chimbondipa nguva ndifunge nezvenyaya yako

Tindo: Philippian 4:8 Pakupedzisira hama dzangu zvose zvazvokwadi zvose zvinokudzwa, zvose zvakarurama zvose zvakachena zvose zvinodikanwa zvose zvinorumbidzwa kana kunaja kupi nekupi kana chingarumbidzwa chipi nechipi, fungisisa izvozvo

Girl: wow, Tindo ndinenge ndatokuda ini

Tindo: Revelation 22:21 “Amen”

Claris H Buzuzi

*********
Radio Dj:Hello Caller mapinda muchirongwa Caller:ndiri kuda kukuzivisai kuti ndanhonga bag rine mbatya,neID yakanzi Obie Shoko uye mari inosvika $US300 000 Radio Dj:ehoi saka moda kubatsirwa kuti mungawane sei muridzi wezvinhu handiti? Caller:Aiwa,ndoda mundiridzire kambo kanoti anosimudza marombe kubva muguruva

*********
Hie sis Anny….am tatly an uppr six student at gomorefu high…i jus wanna sae hie tool all upper six students at gomorefu high n i wish them e bst in eir examz..i wanna oso sae hie to lady lee taks..leanah maskin ..swity lady unice n taf paulah

*********

ndarwara ndirikuno kuhospital ma nurse anga aronga kut ndipihwe mubhedha saka ndazovati mubhedha ndinawo ndipei zvenyu wardrope. Saka

zvinenge zvaita ndirikunzwa varikungotaura izvozvi hanzi ward ward kudii woye, kureva kuti iwardrop yavarikutaura nezvayo ndofunga. mozonditumirawo chingoro chekuitakurisa?: Lorraine tat

Frm Lorraine Tatly B.

*********
Note…Yeah, yeah, it’s like time to dip, so listen up ya’ll, check this out……don’t call us “peeps”, don’t come knocking on e’ door, jus get wt e’ program and SEND yr stuff to chat/watsapp in your own lingo (anything u want, poems, Jokes, sayings, encouragement, yr photo’s, advice, questions, answers etc., as long as it is short and respectful). Send us your items on 0717 534 343 / 0717 534 342 or email: [email protected]. Note ya’áll it’s not a chat group, just a platform for you to express your creative selves.

Teen chat – OUT!

Related Posts

Government accelerates rural health services modernisation

Post Reporter MINISTER of Skills Development and Audit, Dr Jenfan Muswere says Government is accelerating the revamping and modernisation of rural health facilities to ensure patients receive quality care. Dr…

Calls to embrace environment stewardship

Luthando Mapepa Correspondent MANICALAND Environment patron, Mrs Rose Mugadza has called on residents to embrace environmental stewardship and make cleanliness a continuous responsibility in order to safeguard public health and…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×
×