Ngaibake lyrics

Freeman HKD Boss ft Alick Macheso (Ngaibake)

Hook

Mulengi anati tienela kusangalala chabe osati tisimenyana

Chiiiko ipapa chamuroverana ipapa

Hamuna kunetsana tikazvitsvaga hapana

Chinjai mupakaa haisi nguvana yekurwisana

Titambe tiki-taka prezha topisirana se Barca

 

Chorus

Saka ngaibake

Nguva yekufara yacho ndiyoyi

Saka ngaibake

Iwe Dj pula Ngoma itange zvee iyi

Saka ngaibake ahweeeeee

Nguva yekufara yacho ndiyoyo ahwee

Saka ngaibake ahweeeeee

Iwe Dj pula ngoma itanga zvee iyi

Freeman verse 1

Ma n, xono aripo

Ma Gallies gozha

Ndatora ma pic palnsta nda posta

Bangooo guhwa rasvika ku Joza

Akupisa pa Zimbabwe ndi Doctah

Na mhlanje xiyawa ne xhosa kufara nguva ino ndokwaka kosha

Kuna Zino na Tich ndafona batai Tonde naWattah ku Comha

Juggling Sly pa Cappa bata Godogo kuLondon tina Papa Alick Macheso

HK now we party

 

Chorus

Saka ngaibake ahweeeeee

Nguva yekufara yacho ndiyoyi ahwee

Saka ngaibake ahweeeeee

Iwe Dj pula ngoma itange zve iyi

Freeman verse 2

Kufara chete kwete kupindana hard

Uhm uhm zvino disturber party

Ma n, xono ma good ngauye ku front especially vanobvumwa ne vhati

Hona smart yakarohwa nema kazini vamwe 3 stripes vamwe mu Vans

Gwytes usamire kukuchidzira moto-moto

Ramba uchibvirisa dhanzi

 

 Pre-chorus

Chiiiko ipapa chamuroverana ipapa

Hamuna kunetsana tikazvitsvaga hapana

Chinjai mupakaa haisi nguvana yekurwisana

Titambe tiki-taka presha topisirana se Barca

Chorus

Saka ngaibake ahweeeeee

Nguva yekufara yacho ndiyoyi ahweeeeee

Saka ngaibake ahweeeee

Iwe Dj Pula ngoma itange zvee

Related Posts

NEW: Scottland progress to next round of CAF Champions League

Don Makanyanga in Mbabane-Manzini, Eswatini Nsingizini 0-0 Scottland (Scottland 1-0 Nsingizini) Scottland progressed to the next round of the CAF Champions League after holding Nsingizini Hotspurs to a goalless draw…

Zanu PF Provincial Youth Games second edition underway

Edward Zvemisha THE second edition of the Zanu PF Provincial Youth Games is underway at the University of Zimbabwe, timed to coincide with Munhumutapa Day and President Mnangagwa’s birthday celebrations.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *