Akadya zizi mbishi?
VANHU vaive paMbudzi —nzvimbo inoungana vanhu vakawanda muHarare, mumugwagwa unoenda kuMasvingo — vakashaya nechekuita kune mumwe murume uyo akaramba sadza nenyama yemombe zvaainge apihwa, asi

‘Murume uyu anondibira mapoto’
MUKADZI wekuchaya mapoto nemumwe murume akazomhanyira kudare achiti anzwa nekubirwa midziyo yemumba nemurume uyu achiitengesa kuti awane mari yedoro.
Otaura rudo rusipo kutiza mendenenzi
Soblina Gumbochuma MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake, uyo anonzi anogara achimurova zvekumuita kafiramberi nenyaya yemendenenzi, akada kunzvenga kubhadhara mari iyi achiti mudzimai wake achiri kumuda.
‘Munoda kuti ndiunze twuvana 11 kudare?’
MURUME wekuendeswa kudare neaimbova mukadzi wake nenyaya yemendenenzi akaramba kuti ishoroma sekutaura kwemudzimai uyu achiti ane vakadzi vaviri nevana 11 avo aiita zvekutambura kuvariritira.
‘Madzimai itai mabhindauko’
GURUKOTA rezvevanhukadzi nekuenzaniswa kwemikana, Cde Oppah Muchinguri, vanoti zvakakosha kuti vanhukadzi vapinde mumabhindauko emabasa emawoko kuti vakwanise kuzvimirira sezvo iyi iri imwe nzira inogona kuderedza
Kamba ine chuma nejira reretso
VAGARI vekuZengeza 4, kuChitungwiza vakasara vasina remuromo zvichitevera kuonekwa kwekamba yainge yakamonerwa chuma nemachira eretso ayo anowanzoshandiswa pane zvemashavi nemidzimu.