George anotambira tsamba mbiri

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho) Zvinotaurwa naamai vaPeter kunaTendai zvekuti asimuke aende asingadyi sadza ravabika nekuti angazorwara nekuti rine tsvina zvinoita kuti mudzimai waGeorge atange kufungisisa kuti ainge anzwisisa…

Musati zvareverwei!

Ndozvireva naMukwende Washe WANGU muromo ndimandiuraisa, uzere mhosva dzega-dzega. Unonotapurana nezvimwe zvinozobvunzwa navamwe kuti zvarevererwei. Ndotanga nomuno muZimbabwe. Mapurisa ngavatiudze kuti iye munhu anonzi Madzibaba Ishmael (Mufani) Chokurongerwa vari

Zim A yogadzirira kuenda kuBangladesh

Abel Ndooka MANEJA weZimbabwe Cricket A kana kuti Zim A, Nicholas Singo, anoti gadziriro dzechikwata chavo dziri kufamba mugwara apo chakatarisana nekuenda kuBangladesh uko chichanosangana neBangladesh A mumitambo yakatsaukana. Singo…

Hatina mapuromota etsiva: zbbc

Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Boxing Board of Control rakazivisa kuti parizvino hapana mapuromota etsiva ati apihwa marezinesi kuti akwanise kuronga mitambo yakasiyana izvo zvinove zviri kudzosera mutambo uyu kumashure. Achitaura…

Mapositori ‘okwata’ kufamba netsvimbo

MAMWE mapositori echechi yeJohane Masowe yeChishanu havachafamba vaine tsvimbo dzavo sakare zvichitevera kurohwa kwakaitwa mapurisa pamwe chete nevatori venhau netsvimbo nemabwe nemapositori anotungamirirwa naMadzibaba Ishmael Chokurongerwa

Madzibaba ishmael: zvose bvu-u -Ane ronda risingapore -Chitupa anacho (63-938774R47) -Anobva kwaMurehwa

SEZVAKABVIRA zviburitswa neKwayedza svondo rapera, Madzibaba Ishmael – muporofita weJohane Masowe weChishanu – ari kunyeba zita rake zvose nekwaanobva. Madzibaba Ishmael, uyo nevamwe vake vakarova mapurisa nevatori venhau svondo rapera…

Fembera fembera tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira. Zvinotaridza kuti pavaverengi vose vakatumira mhinduro dzavo, hapana akakwanisa kuziva kuti munhu…

Madzibaba Ishmael tomuyanika -l Ari kuvaka musha kwaMurehwa

MUPOROFITA uya wechechi yeJohane Masowe weChishanu, wekuBudiriro, uyo pamwe chete nenhengo dzake vakarova mapurisa, vatori venhau nevakuru vesangano reApostolic Christian Council of Zimbabwe(ACCZ), Madzibaba Ishmael Chokurongerwa (45) ane chitupa uye

O-LEVEL— NDINOFA NDAEDZA

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Ongororo: Enderero mberi) Yepiri yatinosangana nayo mundima iyi ndiyo inoti “. . . mwana wamambo muranda kumwe”.  Zvaainoona nekusangana nazvo kwaainge achienda zvaitoda kuti azvidupukise kwete…

Akamuka chibhebhenenga arambwa

KURAMBWA nemukadzi waaidisisa kwakarwadza mumwe murume wekuChitungwiza uyo akamuka chibhebhenenga ndokuenda kumba kwemudzimai uyu akanopwanya midziyo yemumba. Muchuchisi wedare reChitungwiza Magistrates’ Courts, Norman Korapi, anoti Deron

×
×