Fembera fembera tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira. Zvinotaridza kuti pavaverengi vose vakatumira mhinduro dzavo, hapana akakwanisa kuziva kuti munhu uyu ndiani. Mhinduro chaiyo ndeinoti TARIRO “Tariro Negitare” RUZVIDZO.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:
Munhu uyu ndiFungisai Zvakavapano-Mashavave. – V Mapadza.
* * *
Muimbi uyu ndiBeveley. – Cecilia Muzaza.
* * *
Haasi Beverly Sibanda muimbi uyu? – 0773 194 843.
* * *
Munhu uyu ndiFungisai. – 0779 662 722.
* * *
Fungisai Mashavawe. – Ndini Nyaupare.
* * *
Muimbi uyu ndiSandra Ndebele. – P.M. Matapi Flats, Mbare.
* * *
Fungisai Zvakavapano-Mashavave. – 0779 767 373.
* * *
Munhu uyu ndiPah Chihera. – Blessing Mutihoto.
* * *

Related Posts

Mudzimai akatema murume nechidhinha akafa kuMberengwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) kuMberengwa ari kufeya nyaya yemudzimai akaponda murume wake nekumutema nechidhinha. Nyaya iyi inonzi yakaitika usiku kwaSabhuku Mnandi, mudunhu raMambo Chizungu, kuMberengwa, nguva pfupi…

Vezvinodhaka vasungwa kwaChivi

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuMasvingo akazivisa danho guru raakatora mukurwisa kutorwa kwezvinodhaka apo akasunga nhubu dzaishanda nezvinodhaka kwaChivi nguva pfupi yadarika. Pamusoro pezvo vakawana zvinodhaka zvakasiyana-siyana muchiitiko…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×