Editorial Comment: When will World Cup glory come to Africa?
Brazil and Croatia kicked off the 20th edition of the Fifa World Cup at Sao Paolo’s Arena Corinthians last night. The globe’s biggest; single-event sporting competition is a 30-day sprint…
Mari yechikoro yakadyiwa
MUMWE mukuru wesangano rinobatsira nherera nevana vane utachiona hweHIV neAids, reKubatana Christian Support Services (KCSS), kuChitungwiza, akavharirwa mujeri achimirira kutongwa zvichitevera nyaya yaari kupomerwa yekutora zvisina mvumo US$3 000 yakange
Nhoroondo yenyika iri kuenda takatarisa!
Kuziva Mbuya Huudzwa MUSI weMugovera, 7 June takaradzika zvakare rimwe gamba, Cde Nathan Shamuyarira, paNational Heroes Acre muguta reHarare. Rumwe, rumwe vanhu vari kuenda veduwe-e, uyewo havasi kuenda kunodzokwa. Inguva…
‘Madzimai ongororwai gomarara rechibereko’
GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanokurudzira madzimai kuti vaenda kuzvipatara kunovhenekwa gomarara rechibereko (cervical cancer) nguva ichiripo kuitira kurwisana nechirwere ichi chisati chagodza mumiviri yavo. Vakataura mashoko
‘Maticha kurova vana bodo’ -Ngavarangwe, kwete kuponda -Mutemo uyu hausi wemuAfrica
Soblina Gumbochuma na Margaret Chendambuya VANA vechikoro nevabereki vakapa pfungwa dzavo pamusoro pemutemo unoti vana vasarohwe nevadzidzisi apo vamwe vaitsigira vamwe vachipokana nawo. Tinashe Gushure (16), uyo anodzidza paNAEXPL iri…
MADIMIKIRA NASEKURU MAN’ORO
MUCHISHONA tine madimikira anenge ari zvidudziramuiti. Iri ndiro shoko rinotiudza zvizhinji pamusoro pemuiti. Semuenzaniso, “wokuvigwa negonzo” zvichidudza kufa usina mukadzi kana mwana. Dimikira irori rinenge ratodudza zvizhinji pamusoro pemushakabvu.
Vakatanga vakumbira kumapurisa
MUTAURIRI wemapurisa kudunhu reMashonaland West, Inspector Clemence Mabgweazara, vanoti mapurisa akapa mvumo kumhuri yaida kunoburitsa hama yavo iyo yainzi yakatorwa nenjuzu murwizi rwaZambezi makore manomwe akadarika. Vanoti Ishe Chundu nehama…
Njuzu chinombori chii?
VANHU vakawanda vanongonzwa zita rekuti njuzu asi havanyatsoziva kuti chinombova chii. Njuzu inotsanangudzwa nepakasiyana-siyana uye ine nhoroondo dzakawanda, ichizivikanwa sechikara chine kumusoro kunenge munhu nekuzasi kunenge kwezihove guru. Inonzi inogara
Zim A yogadzirira kuenda kuBangladesh
Abel Ndooka MANEJA weZimbabwe Cricket A kana kuti Zim A, Nicholas Singo, anoti gadziriro dzechikwata chavo dziri kufamba mugwara apo chakatarisana nekuenda kuBangladesh uko chichanosangana neBangladesh A mumitambo yakatsaukana. Singo…
Musati zvareverwei!
Ndozvireva naMukwende Washe WANGU muromo ndimandiuraisa, uzere mhosva dzega-dzega. Unonotapurana nezvimwe zvinozobvunzwa navamwe kuti zvarevererwei. Ndotanga nomuno muZimbabwe. Mapurisa ngavatiudze kuti iye munhu anonzi Madzibaba Ishmael (Mufani) Chokurongerwa vari






